Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
Nyika Inovakwa Nevene Vayo
586,503 просмотров • 2 месяцев назад •via X (Twitter)
Комментарии: 34

Haaa mari yenyika mamboiba henyu. Munenge muchingoti dai Zungairwa Emerson rakapinda kare bcoz murikufadaya. Remember chinobhururuka chinomhara. Zvikakona now, tichatonga makuva enyu tigomabhura neshamhu

I wish y’all would not come on social media to spite us !

Famba cde Tunguz , silence every hater, cab3 irimuhomwe tochishanda heduzve ko kutyei, cruserrr mhani!!! 1 ngawarara plus 1 ngwarara

Mukuru ndirikutsvakawo basa pa micro finance yenyu ndimbovhura a branch in Matabeleland

Ichoooo... I am always seeing your trucks in good condition. Keep going

Busy kutenga mabhasikoro nekutengesa hapana nyika yamuri kuvaka anambwa imi

Tipeiwo mabasa tivake nekubatirana pamwe

This is good

Mbavha idzi

Nice works advisor. Ko munotiwo kudii nevamwe vasiri kupiwa mukana wekuvaka nyika ?

Nekupwanya Zvese Munopwanya Nyika !! Muchadzikama Soon

Viva✊️🇿🇼 #FambaAdvisorFambaUsamira

Indeed Nyika Inovakwa Nevene vayo!! Where do I share my Cv to join you Sir!

im waiting for your downfall....i will be locked in ✅

Ndokumbira basa comrade Tungwarara

Titori ma neighbors ne kumaraini kwangu its close to prevail i wish to be part of the giant company

Mukusorta ndima mudhara

Nice, lets push zvinoita

viva

@BarakaZaire True

This is Mnangagwa's company we know you are just a runner

Ngazviyende mberi NyikaInovakwaNeveneVayo

Are you at church today brother Hama @paultungwarara

Tipei mabasa uku

Inspiring.Lets keep feet on that developmental pedal🙌

How much per cubic

Economic empowerment remains a cornerstone of sustainable economic growth.We sincerely appreciate your invaluable contributions, our esteemed advisor. CAB 3 has been successfully concluded done and dusted.@paultungwarara Ndine small project inoda small funding help Advisor

Ngativakei vakomana kuseri kwe cab kune uchii 2030 mwaaa hoyee

Outstanding achievements

@TafadzwaMandov2 Tipeio basa murungu🙏

Ko munotorawo here bana vemauniversity for attachment, how can i i get more info on the subject Sir

Exemplary leadership!!! Keep on keeping on advisor!!!

Hezvo

@NeraZimbabwe Tora mari Paul. Takanyanyopusa
