Video yükleniyor...

Video Yüklenemedi

Ana Sayfaya Dön

31,154 görüntüleme • 3 yıl önce •via X (Twitter)

10 Yorum

Joseph Samanyara 🇿🇼 profil fotoğrafı
Joseph Samanyara 🇿🇼3 yıl önce

What's the purpose of beating them up because it's irreversible!

Cde Congo Dust profil fotoğrafı
Cde Congo Dust3 yıl önce

As friends unenge uchitoziva kuti Gidza anorwara he is positive then you find him in yo bed

Manex_Fella profil fotoğrafı
Manex_Fella3 yıl önce

Nyoro hre gidza

NambyaQin💎 profil fotoğrafı
NambyaQin💎3 yıl önce

Ukuita hasha dzeiko, she is no longer your wife. Accept it and move on

rodgence profil fotoğrafı
rodgence3 yıl önce

As a man tangawo watarisa kuti why mukadzi wangu Ahura, pamwe awusikugutsa munhu

JechaTrap_🎶🔥🎶 profil fotoğrafı
JechaTrap_🎶🔥🎶3 yıl önce

Umm roorai mega henyu 😂😂😂

Gumbura weMan United🟥💯 profil fotoğrafı
Gumbura weMan United🟥💯3 yıl önce

Hhhhhhh kurova vanhu kupedza nguva kutongova tutisa munhu nemunhu wake waada

RemyStolz profil fotoğrafı
RemyStolz3 yıl önce

@EkayKunz @accpac07 haaa baba varwadzihwa ava damn haaa kungotora zvinhu zvako woenda zvinenge zviribhoo

STACG Family Media House profil fotoğrafı
STACG Family Media House3 yıl önce

wawabata uyo i lucky wangu munhu iyeye anenge achitopa pese pawasvika kana kugara ukawona wozozvibata anenge atova graduate

Engineer profil fotoğrafı
Engineer3 yıl önce

😂😂😂😂 ko uchamuroverei ko? Itori iyoyo wangu . Not me !

Benzer Videolar