Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Pakashaikwa kundiso here veduwe
79,879 Aufrufe • vor 7 Tagen •via X (Twitter)
27 Kommentare

Blaz vanga vaine nyaya here ava or vaingotsvaga mbiri chete

Pane zvataurwa apa pane zvataurwa here?

Busy mumbling saying nothing!

Wasted my f?cking time and data.

Saka apa ataura kutii ,vafana vane dzungu nxaaa

Verenga caption

Atii uyu?

Masowe emuzim anoona but havana chekundiso chavanoziva

Problem haisi kuti pakashaikwa kundiso but the biggest issue is that these so called big guys don't listen, they think just because they are famous and rich they don't take advice from the low lives, so in most cases their demise comes as a result of negligence and arrogance

Ma1

Haaaa moda ma follower too much

Zvokuti Kani

Hapana vataurwa apa.

Rombai koko fokofo musatinetse .

Time is everything

I once saw this video kutik tok back then

Haa tsananguro dzinozouya chiitiko chaitika dzakafa kuti fii…..

I saved this video ku tik tok a few weeks back

Ko Mucheka we Israel ndeweyi?

Stupid man

Vataura kuti chii apa

Nyaya yacho ndeyekutiiiiko

Makataura hama

Nonsense video

Nonsense

¾ of the video waffling nonsense

Ini zvangu handina kunzwa zvaataura.
