Loading video...
Video Failed to Load
Panenge pangoshota ma coolayo chete
63,451 views • 2 months ago •via X (Twitter)
61 Comments

Pacha wainirwa mai mufundisi ndopavacha ngwara havo

🤣🤣🤣

Gaya waenda ku church utori ne bhabharasi woona mangoma atotangidza futi kukereke 😂

😂🙌🏽

Ngoma rakatoipa iri

Ngoma bhoo

What a mad tune

Vanhu vachispakwa havo

Ehee huh kelaz ichitapira

I love how followers are pretending to enjoy the song😅😅😅 haasi ma fireman ayoo

🤣🤣🤣🤣chinyika chiri funny ichi

🤣🤣

Uku konakidza uku. These people don't pretend

✅

Vana Simon Peter vobva vasvika muimba yamwari muchiitwa so haa panokamwe mbwa apo

😂😂

Zuva richadzima 🎤🎧vaka ipa va cha shaiwa pooo kuhwanda !

Kudenga tirikunotsva hedu 😂🙌🏿

Kuriko hre😂

Honestly no none knows. Ngatiitei yatiri kuita 😂🙌🏿

Kudenga kuchatsva vanhu amai

Kuriko hre?

We have seen it all in the teapot country

Hamusati🤣🤣

A drug dealer hiding behind church robes.

Bho here?

Bho kuside kwavo😂

Ask Holy Ten kuti kunenge kusina macoolayo here😂😂

Tichanzwa na levels

🤣😂🤣but ikunakidza hayo

Ngoma bhoo

Jah bless.

🙏🏼

Pressure ndoiziva

GOLD MAFIA

Yakazongonzi ziii

Dhadza ndi fire king vanopisa

He will introduce alcohol soon

His followers will embrace

Panenge pava kutongoda ma super.

😂😂

Ngomaaa huru

👊🏼

Anenge ato mumusoro

Maad tune

The tune is very good

Hie Chief ben Levels Mmmmm

Dadza kuvanhu

Zvekumama

😂😂😂

Hamuchatiudza kuti kuchurch Vakubhura dhanzi 😂😂🙌

Kutofadaya

Lyrics Bho wani kkk, Caribbean tune

Mu church

Ma lyrics arikutaura zve phone call from heaven

zvekuzotitsara goridhe haasi bho.but iyi bho.mukazoda kubhaiza kunge musingade kunakwa muchurch manje maone...

😂😂 goridhe rakawanikwa hre?

hahaha siyana nazvo

😂😂

Ukati havamborove kuseri kwavanobuda here uko because haaaaa ma1 🤣😂

Mad tune that one🔥🔥
