Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
Pano pakarohwa skuru baba 😂😂😂
21,417 görüntüleme • 1 gün önce •via X (Twitter)
26 Yorum

@asiri__muimbi Anopenga mdara uyu 😂😂😂😂

@asiri__muimbi Hahaha anowanza wena 😂

@asiri__muimbi Hanzi madzakutsindi asina order, anoverenga achiti 1, 10, 3 , 7 tuvanhu tusina kudzidza 😂😂😂

@asiri__muimbi 😂

😂😂😂😂haaa uyu ilegend rangu

Anowanza mudhara wako 😂

Ndimi ka maizviti makafunda ma engineer. Hezvo zvo vane file ramunopedza week rese muchinzvera🤣🤣🤣

Hahaha 😂

DVD vanopenga chete.😂😂

Vakabva nekupiko

Pano pakafundwa pano

Usadherera 😂

I'm sure kuti mdhara uyu kushaya mazino akarohwa chete bt pamuromo pacho ummm

Kamudhara kanowanza nyambo kudarika zvakavinga apa 😂😂

Chibaba ichi

😂😂😂 varikubuda nepi ana DVD nana Kobo ava

Please share the link. kkkk

Ma wingback chairs arikudhura ayo💀

Huya tikupe Basa mudar🤣🤣

DVD

Haa iyi dhara same bracket nagogo lady comedy dzega

Angove maskits ega ega

Ndivo vanhu vakaita kuti Zimbabwe inzi is the most literate country, munhu 1 kuita faira rakadaiso remapaper, zvekuti munoita 2 weeks muchiverenga CV 😂😂😂 iwe wosvora baba

I think mudhara uyu mazino akabva nekurohwa chete.

Jesu apindwa hard apo

😂😂 dvd choganza
