Loading video...

Video Failed to Load

Go Home

Pay forward gone wrong : Bus driver scammed.

76,827 views โ€ข 1 year ago โ€ขvia X (Twitter)

10 Comments

Mukundi Nhenhe's profile picture
Mukundi Nhenhe1 year ago

Hakuna driver webus or conductor akapusa zvekudai! Maybe they did this with a private car not bhazi havatongwe nemasalad vakomana vaye

Eng Brian's profile picture
Eng Brian1 year ago

Nyaya iyi ndeye kunyepa chete, pay Forwad nekukweretwa Mari zvinhu two zvakasiyana, hakuna muZimbabwean anorohwa Mari zvakapusa kudaro

Dennis Furatidzai Mhlanga's profile picture
Dennis Furatidzai Mhlanga1 year ago

The conductor is very insane

Dennis Furatidzai Mhlanga's profile picture
Dennis Furatidzai Mhlanga1 year ago

The moment the sender began to talk about cash the conductor should have started to be careful and thorough check

Simbarashe's profile picture
Simbarashe1 year ago

Musauye nenyaya dzekunyepa panapa

Tino Matonhodze's profile picture
Tino Matonhodze1 year ago

Ndi bus driver wekupi akapusa kudaro?

Nesbert Nyamuzinga's profile picture
Nesbert Nyamuzinga1 year ago

Mbare Musika bus Terminus kikkk kubva nematombo kwaBulawayo to Harare ndakaonerera nezuro zvangu haaa kana kuda Mari kwacho siyanai nekuda kukiya kiya zvino murungu unomutii achida mari yake

Dr Sammy's profile picture
Dr Sammy1 year ago

Imagine kubhadhara munhu akukubatisa. Kumutenda ne 150 kukutuma. ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

Servant's profile picture
Servant1 year ago

Saka 150 yange iri yei apa? This just sounds doctored.

RexNhongo's profile picture
RexNhongo1 year ago

In today's episode of things that never happened...

Related Videos

Apple Pay prank gone wrong
2:31

Sensitive content

Apple Pay prank gone wrong

Crime Net

74,862 views โ€ข 8 months ago

Apple Pay prank gone wrong
1:30

Sensitive content

Apple Pay prank gone wrong

Crime Net

419,552 views โ€ข 1 year ago