Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
Pay forward gone wrong : Bus driver scammed.
76,827 просмотров • 1 год назад •via X (Twitter)
Комментарии: 10

Hakuna driver webus or conductor akapusa zvekudai! Maybe they did this with a private car not bhazi havatongwe nemasalad vakomana vaye

Nyaya iyi ndeye kunyepa chete, pay Forwad nekukweretwa Mari zvinhu two zvakasiyana, hakuna muZimbabwean anorohwa Mari zvakapusa kudaro

The conductor is very insane

The moment the sender began to talk about cash the conductor should have started to be careful and thorough check

Musauye nenyaya dzekunyepa panapa

Ndi bus driver wekupi akapusa kudaro?

Mbare Musika bus Terminus kikkk kubva nematombo kwaBulawayo to Harare ndakaonerera nezuro zvangu haaa kana kuda Mari kwacho siyanai nekuda kukiya kiya zvino murungu unomutii achida mari yake

Imagine kubhadhara munhu akukubatisa. Kumutenda ne 150 kukutuma. 😂😂

Saka 150 yange iri yei apa? This just sounds doctored.

In today's episode of things that never happened...
