正在加载视频...
视频加载失败
Police manyama
9 条评论

jack3 年前
Zvorwadza izvi and you think crime inopera munyika kana zvodai

JohnTazingi3 年前
kkkkk anwa poison uyu hakuna doro rinodhaka so kkkk

Tawanda Muviyi3 年前
Vanhu vototya ku protesta, hanzi totya mapurisa😂😂😂😂

Eng. H Nyamudeza3 年前
This guy is fine. It’s his stress level that’s disturbing. A professional who can’t pay school fees for his children!

gandangaguru3 年前
Kudhakwa kwakaita officer ndiko kudhakwa kwakaita nyika

ChiranduKing👑3 年前
Mboma haina kusiiwa. Kudhakwa nenhamo. Pay dzakukwana twumbwa chete

kayjay083 年前
Akatodhakwa zvirinani kupfuura nyika ye Zimbabwe

Lawson3 年前
Havatadzi kumwa tumbwa vachipihwa 2 cents

deejay donny3 年前
chibhodhoro ndochinodhaka so, muisei mukati momubvunza kuti asticker nei🤣
