Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Reflections on Blessed Geza
40,967 Aufrufe • vor 1 Jahr •via X (Twitter)
11 Kommentare

@BlessedGeza Point of view iyi inopa hasha haikona kudaro!! So we are held ransom by less than 100 people?😂😂😂

@BlessedGeza Mufunge apa the rest of them are frustrated and a whole Nation silenced by Geriatrics and Dunderheads Zvigananda - Chozivikanwa hapana kunze kwekuba

@BlessedGeza I only listened because mukadzi uyo akanaka, otherwise hapana chaataura

☑️💯.

- Wake Up

@BlessedGeza That's my prayer too

@BlessedGeza

@BlessedGeza Geza hapana hapana Muzvare. Ndigara ndichavuya. Kurindira guyo sebgwa 🤣

@BlessedGeza Tinomirira nguva mwana wamai vangu - Musikavanhu nevadzimu vachititungamira. Zuro ndizuro mai Mugabe vakambofungawo kuti VaMunangagwa vacharamba vakaisa musoro pasi - Ndiko kupesana kwamazuva hapana hapo chitsva pasi pezuva. Hope you are well

@Tinovongamugara @BlessedGeza That's my prayer too

@BlessedGeza And Uta painfull wena it triggers a lot of emotions
