Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
📌📌📌 Siyai vakadzi vevanhu please 🥶
32,687 görüntüleme • 2 gün önce •via X (Twitter)
36 Yorum

Unoenda kujeri vosara vachiita full time, kana wakazvarwa wega hauna munhu anonzi wako

Pfambi

Mosungirwa mahara

Pfambi

Haaa kurwira mahure aaah poor men

Simba rekubhurana tinaro ko kuisa simba pane zvinebasa amanha. Inga simba munaro wani.

Ko ivo vakadzi vevanhu vanodi kurega izvi

@ZRP_Zim hero basa iro

Musazoisa mitemo mumaoko iyi ndati

Kuurayira munhu mahara after all that you cant reverse anything

I will beat up all these malnourished men and enjoy Mai Tanatswa in their presence..

Losers..uchaenda kujeri Mai tanatswa vachasara vachidyiwa big time.

Munouraya munhu nazvo izvi vanhu tsiuranai

@ZRP_Zim please hero basa iro

Ndovarakashi ava.mbiti ngaitsve

It's only necessary kurova murume kana auya pamba pako ozoita chihure mumba mako.Yaa ngaaarohwe.But kana vaita chihure chavo elsewhere aiwa munhu ngaaende but usarove munhu

@CNyanhemwa 🤣🤣🤣🤣🤣 hahaha

Mahure ndaarohwe kana kuurawa bhastedhi

Anenge arima1

Ko ivo baba tanatswa mukadzi wavo vakamuwanepi

@ZRP_Zim please basa iro

Bulala lenja!

Kokungoramba hure rako pane kurova munhu hahahah

SIIYHA SHAAMHUU

Manje @PoliceZimbabwe inoti huyai nenyaya kukamba.Ndimi matadzirwa asi ndimi matova vasungwa .

This is bulshit ,so why beating the man ?,just leave the lady and life move on

@PoliceZimbabwe batai vanhu , kurovera munhu hure chairo. Mai Tanatswa ipfambi

Kumusha kunonakidza ndati

What did he do ??

@Zimbabwe Republic Police

I don't condone infidelity (chihure) but was it necessary to beat that man? Ko kungosiya mai Tanatswa vacho vaende zvinei?

They're beating him over a hoe? So if my loose wife cheats on me, I should go beat the guy that slept with her? In other places that's a recipe for early grave

Sadly, many men accept cows as compensation and continue with their Mai Tanatswa🚮

Sungisa vanhu haungarohwe nekuda kwebhinzi rehure

Its always these men who sleep in the poor village huts who fight for women, proud of their poverty

That shot fat lady must be village chief gossiper
