Loading video...
Video Failed to Load
Thank you Gokwe🙏🏽
69,531 views • 3 years ago •via X (Twitter)
10 Comments

Alice Tsungu3 years ago
Chembere dzeGokwe couldn’t hide their smile panhamo ipapo #RipTino

Chris Makwindi3 years ago
I'm proud of Nelson Chamisa and the CCC party for their commitment to creating a better Zimbabwe. #ChamisaCCC #Zimbabwe #Change

Moyo madziva3 years ago
Kudiwa kanoita murume uyu dzimwe nguva kanoita ndiburitse tumisodzi mbichana😪

Tito3 years ago
Mkomana anodiwa zvake

Innocent Makuyana3 years ago
Zvino zvaanotanga kuzvida achiriGokwe kokuzoti aaHre muchazomubata here imi ana Svonho ,tengende henyuo imi vana chikanga munorya chakata ?

Edwin Big Dhara3 years ago
The Peoples President. Ngapindehake mukomana.

Sam Bigman3 years ago
CCC ndizvo kana vakatirambidza kuungana toziva pekuisa X. Change

New Great Zimbabwe 🇿🇼3 years ago
Mumwe anofuma akatiza chete🔥🔥🔥

Mbuya va Jays3 years ago
Can we pls have the whole vid at brother Tino funeral

Mrs Ruramai3 years ago
The party colour keeps changing 😳😳😳😳
