Loading video...
Video Failed to Load
The child belongs to mine ๐๐
22,158 views โข 9 days ago โขvia X (Twitter)
33 Comments

How can u recover your Aura after this kkkk

This donโt mean she wasnโt cheating . It just means he was the father out of potential of 5 or more

Aw the guy anoda munhu wake akafurirwa๐

Isu vana sisi vedu vekuMasvingo vakarongeka havaite iyoyo ๐ ๐คฃ๐น. Magona mamborova zuda rizive

Hapana chinoshamisira pakutyora chirungu... ๐ We don't even laugh but marvel pavanotyora Shona varungu.๐ง zVakadhakwa

Chachisiri necessary chirungu

Mwana ndewenyu muzuda imomo

@KingMhare1 Varohwa muzuda imomo language settings went straight to English ๐๐๐

Akadyiswa uyu

Yes munhu anotaura chirungu zvaanoda sematauriro anoitawo varungu shona yedu

Ko GBV manje ndochii ?

๐๐๐๐aaah ndaseka

Mbama iyo muzuda inoita kuti munhu ataure chirungu chaicho kkkk

i felt it when he said, โkunotorohwawo vanhu vakawandawo kunokuโ ๐ ๐ ๐

Ku DNA kunoda ma helmet uko ๐ ๐

Vanhu varikukwazhiwa mudzimba umu @MidfieldGenius9

Hausiriwe watanga hako kurohwa but kupusa tatokuona usati wapihwa ma zenya ayo.

I feel sorry for this guy,mambama ayo๐ค

Guys, stop accusing women without proof. Its damaging. If you have queries do a test privately, than accuse someone without proof.

I love marriage

the woman is so strong she's holding back her tears

Having heard what this guy and his family used to do to the wife he deserved it

Dhemeti mudodo idyai moga

Our sister did not do well๐ isu hatidaro kuMasvingo hatirove varume

๐๐๐moms Iyo must be hired to do this for a living.

Saka itori mhosva here kuda kuziva chokwadi

Why do these people look like siblings?

Yakatorara yakanwa husiku hwacho

Going back to default settings. ๐ stone age bit by bit

Arohwa achipihwa respect hanzi "...imi imii"

Women are very abusive

Uno surpoteiko iwe uchirohwa. Kurohwa musoro?

zvandakuitai zvishoma ๐ ๐
Related Videos
Sensitive content
The last one!๐๐๐ "Rest now my child" ๐๐๐๐๐
T. Bernadetti
1,542,625 views โข 1 year ago
