Loading video...
Video Failed to Load
the Internet does not forget
33 Comments

2032 looking at Madzibaba

Munhu arikunyepa onooneka

The sooner we accept that we are victimized through deceptive misguidance, the sooner we will see life differently.

Ava ndovanhu vanoda kumamiswa....

Ana dako ava....manje so...these mofos shld be hanged

Pakaipa akanyatsoona here Madzi Fathers

togaro taura kuti wese anozviti prophet, muporofita, ingori type yen'anga kana asitori fake. they all get their information from 2 main sources, 1. the Occult network, 2. their own imaginations. Every single one of them. better kunamatira kudzimba dzenyu than kupfumisa varoyi.

aizveee, saka zvazodii manje

Bata Muroveee

Zvavanhu zvechizhara zhara zvinoda kuiswa mumajeri izvi, NONSENSE!!!!!

They were also calling him ancient of days 😱. God will not be mocked.

Team iri will promise you the whole world Apa rinenge riri serious

2032 seriously!

kumasowe hakuendwi nema camera,, hakuna tsananguro dzinotaurwa munhu akabakidza camera.. ndivanambwa ava

Anowanikwa kuphi mdara uyu timusvororodze then tobva tamumamisa!😂

Zvabva zvabuda pachena kuti wanga uri mweya wesvina

If you surround yourself with fake prophets, they will tell you what you want to hear....

@that_Mushona 😂😂😂

Uyu ngaabvise hake magemenzi timutengere nyathi🤌🏼

Ko kungobata munhu omamiswa nxaa

Mweya wanyamavhuvhu😂😭

🤣🤣🤣🤣🤣🤣Haa zveshuwa mweya mutsvene vanhu havachinawo ba kwasara mweya yetsvina

Mukuru weMazuva kutaura kuti Ancient of Days. Thats is a sacred and Holy name imi moritambisa zvenyu.

Ndi mwari upi aitaurwas apa

2030 chiiii? Anga asina kunyanya kurasika nekuti vabatanidza nyika yese ne Africa pasi rose kufara

Pakashata ,mweya upi uyu?

These scammers nxaaa

Batai murove

Uyu anofanigwa kuzhakwa nemubhadha, nekuda kwenhema dzinoshabgabga dzikadai..

@BSaimba Nhema dzoga dzoga

Ndipeiwo meaning ye the words mukuru wemazuva ,um a bit confused aman

Nhamo haisi bhoo ,,unotoita kunge une mweya izvo iPreshaa yeAkwaya

Vaireva 30 September
