Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
There will never be any other song like this... NEVER!!!!
81,379 Aufrufe • vor 4 Monaten •via X (Twitter)
38 Kommentare

Pfungwa dzinongoshupika asi hatisi kunanga munhu 😂😂😂😂😂

This song is underated. But haidi on a hot day volume iripa maximum, unoita headache 🤣

Kuita bgwadzira from music🤣

Kunge wadya mauyu🤣

I think you probably keep this video in a folder on your computer because its no longer available on YouTube and i am glad i have a copy of the video 😂

Ndimi munongotadzirwa mega

Bro....I play this on my long trips

Aitozhinya song yese because he knew he was SPITTING!!!

@MakomboreroH haaaa the way l love this song kaaaa.ndakatoudza vanhu kuti pandinofa play this song muchidzikisa coffin rangu.zvirimo mu obituary yangu

Pfungwa dzinongoshupika asi hatisi kunanga munhu

The same message can be turned back to you " Ndimi munongo kanganisirwa mega henyuka.." Ndimi makachena musina zvamaka kanganisaka? Waona manje? Mutsvene pakati penyu ndiyani?

My highway dose of music. It takes the kilometers ahead for me.

Ndimi munongotadzirwa mega lol

There is Firi. Sakunatsa by Zhakata. I know you have listened to it. Listen to it again.

I love you and I like u, but pamwe pacho u are being unreasonable

Pachedu!

aa iyi song yakabatwa but unfortunately our economy failed these guys. They were supposed to be leaving a better life but yoh 💔 Zim

@MakomboreroH Haa chakarohwa chi song ichi

Isu tinongoshupikawo but hatisi kunanga munhu....that line us dope

😂 goated......

@MakomboreroH handisi kunanga munhu 😅 Mkoma Freeman, if i was a politician, I wld do everything to have u in my team! I like tht u ar A DOER!! Keep moving Cde! Bt yekuti 'ndimi munotadzirwa mega' inonetsa coz if u say NC akatadza bt fail to say Welsh akatadza we wl dance t this song 4ever

Josphat chibaba icho..but it is true Kuti this song aiimba mukoma vake Daiton after that fall-out

There is something that comes with age and these songs

Hope dzehumambo....

@MakomboreroH Hatisi kunanga munhu🤦♂️

Nero akachenaaa egaaa 😄 🤣

aikaka. siyana ne Israel ka. nhai wakomana. hahaha. yaku tadzirei? waneta nekuvapa tax dollars yako handiti.

Ndoswera ndichikanzwa mumusoro manje

MaDiss ariko kwese 😁😁

The infallible gang!

Ko Zomvela Mvela

"Pfungwa dzinongonetseka asi hatisi kunanga munhu...." That line bro ndikadhakwa ndochema 🤣

Heavy

Chibaba ichi.

I am someone who used to seek people's approval a lot, until I changed now I play

Asi handina kunanga munhu

Here is a legend a king. Its unfortunate he will be appreciated when he dead.

Paibhurwa dhanzi
