Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
This guy ๐๐๐๐
35,806 Aufrufe โข vor 3 Monaten โขvia X (Twitter)
38 Kommentare

Munhu we murume unogona kutobika sadza wozonwa tea

๐๐๐๐๐๐๐๐๐

This is next level agenda. Nice Ad ๐๐พ๐๐พ๐๐

Yarohwa smart ๐

๐๐๐

๐ค๐ hanzi kana msakna wako don't be sure kuti uchamuroora, haaaa zviriko

Akutambisa chipo chekuparidza

Akutambisa volume maybe

Mhando yeman ๐

๐๐

Handidzokorodze, wanzvisisa, ndaenda ini!!!, my country is full of sharp minds inguva chete. Art kuvanhu.

munhu wemurume anogona kudzoka muhomwe mune blugwa rechikadzi ototadza kuziva kuti rabvepi,pamwe yapupurutswa nemhepo rikawira muhomwe make

Atori confused muchinda uyu

๐คฃ๐ข๐คฃ๐๐คฃ๐ฅถ ndofara here ,ndochema here,rudo here ,pamwe Chando nditori confused

He is doing as he says atoriwo confused.Wakamboonepi munhu anopfeka jogger ne shirt ne jacket re suit(bhachi)?

Ndaeeenda ini๐๐๐๐

Mari yekuroora = mari yeku Album Launch ๐

๐คฃ๐คฃ๐คฃ ukagara uyine confusion chero ukanzi enda unotenga gas then wosviko tengesa tank wodzoka wane doro vanenge vachitoziva kuti uyu mugariro.

Ha mukutiomesera boys unoenda usina information yakakwana ka

Mhando ye man ma1๐

Anofurira uyu๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ

Arikutambisa voice ranaPapa ๐คฃ๐คฃ

Dhemeti mhani!

Asi ukawona wavhunzwa kuti watii chibva wanyarara kana usingagone tsiva

Ka soft agenda๐

Ndaenda ini.๐

๐๐iwe unoda kunzwisisa kana kunzwisisika pakudii munhu wemurume

@NhigoPrinc14192

Mhando yeMan

Mhando yeman.

Nayo nayo ๐

Mari yandikuda kororesa ndiite sei...๐๐๐๐

Pane ketsikorinde๐๐

@xdownloaderbot download please

๐๐๐ iye pachake atori confused

๐๐๐

๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ anotopenga chete

But ane point ๐
รhnliche Videos
Sensitive content
๐๐๐๐this guy
RuF๐ฆ
26,799 Aufrufe โข vor 9 Monaten
