Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
This guy 😂😂😂😂
35,806 görüntüleme • 3 ay önce •via X (Twitter)
38 Yorum

Munhu we murume unogona kutobika sadza wozonwa tea

😂😂😂😂😂😂😂😂😂

This is next level agenda. Nice Ad 👏🏾👏🏾😂😂

Yarohwa smart 😂

😂😂😂

🤔😅 hanzi kana msakna wako don't be sure kuti uchamuroora, haaaa zviriko

Akutambisa chipo chekuparidza

Akutambisa volume maybe

Mhando yeman 😂

😂😂

Handidzokorodze, wanzvisisa, ndaenda ini!!!, my country is full of sharp minds inguva chete. Art kuvanhu.

munhu wemurume anogona kudzoka muhomwe mune blugwa rechikadzi ototadza kuziva kuti rabvepi,pamwe yapupurutswa nemhepo rikawira muhomwe make

Atori confused muchinda uyu

🤣😢🤣😍🤣🥶 ndofara here ,ndochema here,rudo here ,pamwe Chando nditori confused

He is doing as he says atoriwo confused.Wakamboonepi munhu anopfeka jogger ne shirt ne jacket re suit(bhachi)?

Ndaeeenda ini😂😂🙌🙌

Mari yekuroora = mari yeku Album Launch 📝

🤣🤣🤣 ukagara uyine confusion chero ukanzi enda unotenga gas then wosviko tengesa tank wodzoka wane doro vanenge vachitoziva kuti uyu mugariro.

Ha mukutiomesera boys unoenda usina information yakakwana ka

Mhando ye man ma1😂

Anofurira uyu🤣🤣🤣🤣🤣

Arikutambisa voice ranaPapa 🤣🤣

Dhemeti mhani!

Asi ukawona wavhunzwa kuti watii chibva wanyarara kana usingagone tsiva

Ka soft agenda😂

Ndaenda ini.😂

😂😂iwe unoda kunzwisisa kana kunzwisisika pakudii munhu wemurume

@NhigoPrinc14192

Mhando yeMan

Mhando yeman.

Nayo nayo 😂

Mari yandikuda kororesa ndiite sei...🙌🙌😂😂

Pane ketsikorinde😂😂

@xdownloaderbot download please

😂😂😂 iye pachake atori confused

😂😂😂

🤣🤣🤣🤣 anotopenga chete

But ane point 😂
