Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
This guy thinks money can buy everything. Why not follow the proper traditional process like any respectful son-in-law?
143,951 görüntüleme • 1 yıl önce •via X (Twitter)
11 Yorum

Kana vari vanaTezvara chaivo vanomuudza kuti hautidzire zvekuita, things are done our way. Unouya wopfunya chisero, toita item by item. Otherwise if you’re not ready for that wozodzoka waane nguva yacho.

For all the haters who think you can't learn a skilled trade online... Just gonna leave this here. I didn’t invent online trade schools; I just figured out how to scale them like a boss with my PhD in Hustle*😎💼💻" 300k cash required?! $500k guaranteed?!!!

Everytime anotaura kunge munhu anga achidzingirirwa sei

Adii hake kugara aisa roora racho pamukuru or pa Ecocash 😅. Why kuunganidza delegation iwe usiri kuda kutambisirwa nguva 🕛.

😂😂😂😂😂😂

He knows exactly what he is doing ….. this is for us on Social Media On the ground it’s probably north and south ‼️🤣🤷♂️

Everytime i watch him speak my asthma just shoots up

Ashora dare, anofanirwa kuripiswa 😂😂😂

Meanwhile mumwewo murume uyo 😂😂😂

Dai ndiri baba wacho ndaimucharger mari yekutsindira mwana ne muwiri muhombe with 50% refund akaenda ku Gym 🤣

So kune vanhu vanofamba ne 300000 cash Asi mu bank unopiwa withdrawal limit zvakaoma veduwe. Zimbabwe is not a fair country at all

