Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
This one chingomupai NAMA yacho zvipere๐๐๐๐ญ๐๐ฝ
54,790 Aufrufe โข vor 4 Monaten โขvia X (Twitter)
79 Kommentare

Everything chirikubikwa nana Wessy is unpredictable

@Favdrmz Heโs is a top chef๐๐๐ฝ

Wemashuwashuwa

@Favdrmz Anopedza

Ndinotoisa like ndisati ndaplayer

@Favdrmz ๐๐๐

Dzazongo budirwa baba

Uyu ndamutadza๐ญ

๐๐๐ Zvinenge zvafungwa nguvai izvi

Wessy brain dzake dzinoshanda overtime ๐ญ

But creativeness yacho๐๐, its top notch๐ฅ๐ฅ

Wessy haatambe pabasa anopedza๐ญ

Great talent there

Anopedza๐๐ญ

Unforced pure raw talent....

Anopedza๐๐ฝ

He always thinks out of the Tv .box i mean

Brain dzake dzinoshanda overtime ๐

@Mhofela95 Chete vanhu tonakidzwa nezvakasiyana

@Mhofela95 Yh good yako haisi good yangu๐๐ฝ

Ma Nama anemunyama, ngavambomusiya timboseka ๐๐

Saka ngavarege havo๐

These ones are so over rated....ndochii ichochi?

Good yako haisi good yangu

๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ Wessy anoda kutanga watsvaga pekuzembera usati wavhura maskits ake coz wodonha nekuseka

๐๐๐๐๐ฝ

Ini ndakazopedzisira ndatofollower, nharo hadzishande pamfesi uyu๐คฃ๐คฃ๐คฃ

One day munhu uyu achakanganwa kuita normal obva atongogara akadaro

Pfungwa dzake dziri kushanda overtime ๐๐๐ญ

@mukanya_wacho Yoweee ๐คฃ๐คฃ๐คฃ

@mukanya_wacho Uyu ndamutadza hangu๐๐

@Dine222000 Wessy itori mbudzi๐๐๐

@Dine222000 Ari kushota nyanga๐

time yema vines vamwe Internet was only for Facebook and WhatsApp understandably so... Creative YES, the guys are creative, but level rekupiwa ma Nama NO...

Mmmm he deserves that thing if kana chakapihwa moojaya chinotadzisa Wessy chii kooo heโs far ahead of Baba Ewu n Tokoloshe ๐ค

Uyu anotogona uyu. Zvine kakuenda kuchikoro mukati

Yes asiyana nevamwe

His humor level shows how intelligent he is! He is better than everyone else.

Heโs in the league of his own๐ค

Hanzi "handisikuda zvekutaura" , apa varikuverenga news kkk

Musoro wake unopisa ๐๐๐ญ

๐๐๐๐premium content ๐ โจ๏ธ

Anopedza mukomana wacho๐

The best in the game

Anopedza ๐๐ฝ

๐๐๐๐๐๐

๐๐

Anobva apera ipapo ipapo kunge Mai Piyasoni, Comic, Moojaya and Tokholoshi. Chinemhepo chiya๐

Comic haana kupihwa asi akangopera waniii

Itsika yenyukupa munhu Nama ipo pachiri negore

Yes manga matiii

Haa yendege killed me๐

๐๐๐๐

๐๐๐๐

๐๐๐

@StuartJohanne2 ๐๐๐๐๐๐

@StuartJohanne2 Anopedza mukomana wacho๐๐๐๐ฝ

๐ Hanzi chichinja channel

๐๐๐๐

This guy is a genius

Yes anopedza

Vanogona bt pamwe pacho vanozomboshaya

Haangambofadzi munhu wese

@tmmykes kungomupa award chero izvezvi, anogona

@tmmykes True cos anopedza

Haa Wessy ndibaba ๐๐ฝโโ๏ธ

Anopedza๐๐๐ฝ

@MalebornKudzai ๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐

@MalebornKudzai ๐๐๐

๐ ๐ ๐ ๐

Anopedza๐

ndiri kutya ku commenta anogona kubuda mu fone

๐๐uyu akuda DStv channel yake ega ๐

Shuwa๐๐๐

Hicc ikazara musi uyu ndichatengera munhu wese aripano maaqua

@TJosiya ๐๐๐๐ญ

chichinja channel ๐๐ฅ๐ฅ๐ฅ

@Caesar_zW ๐๐๐๐๐ฝ

@MJMleatherware ๐๐๐
