Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Umwe achamamiswa one day ๐๐๐
37 Kommentare

Dont play with me๐๐๐๐๐๐๐๐

Vanhu vacharohwa ๐

Kababa aka kanogumbuka kana Kari pabasa heyi ๐๐๐๐

Apa isu hatisikutonzwa pakabhaizika pacho๐๐๐๐

Stop iyo kwakanoita Disciplinary hearing chete ๐ ๐คฃ ๐ ๐น

Rimwe gore kuBraai Fest engineer akambosanganiswa nema can after VaWinky D varamwa stage

Engineer na lightsman makuenderera don't play with baba @winkydonline

Zvekutamba pabasa baba vanombozvida here?

Ndakukuona paSuneast ndripaSadza kuzokutarisa ndingakuona

Wakandisiirei ndichienda

Ava ndibaba vedu zvemachokwadi๐๐๐

Donโt play with me ๐คฃ๐คฃ

Stop yacho ๐๐

One munhu asinga tambe pabasa rake

Anenge achinzi injiniya ndi Layaan here or kuna injiniya anosaiza gafa

๐light man rimwe zuva vakazopotswa vamamiswa nababa

Zvekurevesa ๐๐

Kava kechi2 vachidaiso kuMasvingo uko๐ญ๐ญ

Injiniya vakusaiza. Lights man ndovamwe

Aaaaah kkkkkk vakatsamwa ndati

Siya zvakadaro ๐๐

Lightsman naSound Engineer haaa mambama ave padhuze๐ ๐

Usadaro baba๐ญ๐

Hatitambe pabasa ๐๐

Rasta vanozotsamwa pastage

Stop Stop Stop, three times...

๐๐๐คฃ๐๐คฃ๐๐คฃpachatsemurwa benzii cheteee one day

๐ ๐

STOP RENTING..STARTING OWNINGโผ๏ธ Join our Channel....+263784957999

๐ ๐ ๐ ๐ stop yacho

Serious business

Hatitambe pabasa

Haaaa mumwe anopiwa man huyai

Nq sound engineer tine basa

Pane pakazonzi stop the bloodclat engineer mahn man ๐๐ Pakamboitwa chi silence murume anotyisa uyu

One day is one day๐ ๐ ๐

Don't play with me
