Loading video...
Video Failed to Load
Varume tisadaro 💔💔. Roddie Hungwe🦅 .
19,253 views • 1 month ago •via X (Twitter)
24 Comments

@SekuruRoddie Ini I don’t trust vakadzi, munhu anogona kutorira nendimi kudai achitonyepa futi

@SekuruRoddie Vakadzi hamusi kuvaziva. Kkkkkkk

@SekuruRoddie Bonde ronaka akomana , kungorifunga munhu akutaura maToungues

@SekuruRoddie kkkkk you dont know women, my friend. The truth will surprise you

@mfanaBambo @SekuruRoddie Musadaro munozowndeswa kwa Tinashe Mugabe😂

@SekuruRoddie ... Mavhure takamuwana kupi senyika?

Shame 😳 Ndepa Nyamaropa here Mkanya? Hapana nezva mambo ipapo

@SekuruRoddie 26 years, asi the wife akaiswa runyoka, if not hapana divorce inopfuura ipapo, dai makatopuhwa bota nababa vake, akaure

@SekuruRoddie These same women deny their husbands sex when they are in marriages. All is fair in love and war.

@SekuruRoddie Saka maTongues atonzwa kumachechi uko vanhu wanenge wachida blonde hanty

@SekuruRoddie 😁kuchemera bota eish

@SekuruRoddie Why are people laughing? And they subject someone to torture? Let them go.

@SekuruRoddie Hmmmmmm 😵💫😵💫💔💔

@SekuruRoddie Kkkkkk

@SekuruRoddie Kkkkkk

@SekuruRoddie Never trust a woman. Vanhu ava vanobuda misozi apa vachinyeba. The mans' side of the story might shock u to the core.

@SekuruRoddie Ko winridge na reggie and mika wacho ndivananiko

@SekuruRoddie Panonyepwa apa

@SekuruRoddie Saka ndini ndedzeii manje ..zvakaoma idrama kani kuwakadzi

@SekuruRoddie Saka atadza kusinungura ne ndimi

@SekuruRoddie @grok translate to English this whole video

@SekuruRoddie Haaa mikairi haana zororo 😂😂

@SekuruRoddie Kuchemera jekiseni rekufa uku

@SekuruRoddie If we are to reverse this many will say he got what he deserves just because he is a man.
Related Videos
Sensitive content
Kash kai jama’a😂💔
MUAZZAM
22,414 views • 1 year ago

