Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
WATCH | Stay Away update - People Speak Source: Rory Studios News
69,102 просмотров • 1 год назад •via X (Twitter)
Комментарии: 30

💔🙊🤯marwadzo chaiwo.Saka u want to die uchitengesa pamusika,die uchingwavhangwavha mean while Ed achitengesa nyika kuma Chinese. All minerals are taken outside the country someone making Billions and u are okay kuraramira one dollar per day. Kusaziva kufa.💔😭

whoa have you heard this yet?

Ayihwa we deserve zvese zvirikuitika

We have not yet suffered enough

This is coming from pple in a country which is said to have most educated pple in Africa . Pple who can not even understand basically why Geza is calling a stslay away . Plus i think.these are zanu pf supporters ua interviewing no doubt about it. 😅😅😅

Those people who are commenting here are ZANU the tone says it all

Ko kuzoti tiri kuenda kubasa kunotengesa masweets

Hapana kana 1 anobhadhara income tax pavanhu vese ava

Hatisat tamama

How do pple drive in those roads , no road markings, no road signs, no traffic lights , No fuckol 🤷🏽♂️

The last one ngumtshaza straight

Kkkkkkkkkk kkkkkkkkkk tarisa wo zidzoro rapera bvudzi nenhamo. Muchamama zvenyu.

Ucharamba uchiita hand to mouth kusvika uchembere …….. apa vanhu varikunhuwa nzara

Murimadhodhi evanhu yu must suffer for good.These are kind of people we have.Go to Pari when sick yu will see chakatadzisa imbwa kutaura kunyenama ichigona.suffer continue

I give up on this country. Such shortsightedness.

For a handful of silver, we silenced our fight for freedom, and now our hearts mourn the future we lost 😢

Leopold nani shamwari

kwahi geza siyana nesu tizviitire zvinhu zvedu @blessedrgeza1

Pfungwa dzine ma Zimbo ndesaka Zanu ichiba , ini ndikawana mukana handingatadze kubira matununu akadai😭

We are still okay nenhamo yatinayo hedu

Kkkkk ndebvu sechikweme

If you go there pane sewage ikubuda pa corner ipapo haa ma1

😂😂😂😂😂😂😂😂Zvinhu zvipiko.zvekunotora ma grocery here. 🤣🤣

Its very unfortunate to say, but @Jamwanda2 sometimes hes right, rightly so, vamwe Zimbabweans tiri madununu chaiwo.

...plants at work...shame.

THE REGIME IS HAPPY

This guy is defination of ukuhluleka to his whole fucken fam ....kahle kahle ngumgodoyi lo....

😭😭😭😭

Drugs rakuvadza vanhu kujaira nhamo

Die uchiita hand to mouth
