Loading video...
Video Failed to Load
We need new benefectors
37,419 views • 28 days ago •via X (Twitter)
35 Comments

Honestly we need new Zimbabweans. I can't share a country code with such scum.

The children of Zimbabwe’s greatest music legends have largely failed to carry the talent and legacy of their parents. Sam Mtukudzi was the exception truly gifted and worthy of his father’s legacy. Rest in Peace, Sam. Vamwe vese vakasara ava zvidzoyi chaizvo.

And we need new barbers too because what kinda of a haircut is that

🤣🤣🤣

Then you you expect former 1st lady vade munhu ajaira kupiwa??

Bharanzi iri is not a musician he is just forcing things.

🤦♂️🤦♂️munhu rumee dzidza kuzvishandira kwete kuda kungopihwa zvemahara🤦♂️🚮🚮

Hmmmm culture iyi yakabvepi🤣

Ko kumbotsvagao ma brand deals kana kuChibuku his brand looks like a good fit .

Grace dodged a bullet here

Hanzi tanga tatojaira lol

We’re raising weak men. With this weak generation, maChina achatidhotera tikati baba. Pfungwa dzacho dzakafa jana kuti hadzitorimo.

Wtf🤣🤣🤣🤣

Vanga vatojaira kupihws wena kkkk

Your father left you an inheritance and legacy for you to live on but you want to get used to handouts. So many kids would appreciate what your father gave you and would grow ten times from that position. You are such an embarrassment to your father and family.

dhalwu

Honestly pfungwa dzavari kusaver idzi vanoda kuzodzishandisa papi?

Miswai varume hezvo

Asika

Mwarikaa

Sulu kkkkkk no comment

But nyaya yekuti muchinda uyu akakanda shoko ishuwa here

Apa muri kumupa rank ya Assistant Commissioner. Even his late father must be turning in his grave. A disgrace to manhood!

Wanga wajairakupiwa 😂😂

Press 5 to unZim yourself

Idzi neku kumbira hadzinete dzakazosvika pakukumbira mai grace beans dzikazonamata pasi pemuti dzichikumbira Ed

Marema akawanda sure Kutojaira kupihwa here amana

Whats this nonsense

Haa Sulu bodo🤣🤣🤣🤣🤣

Ndaifunga kuti kunyarara kwako kungwara izvo waitoshaya wekuudza junk dzaukutaura idzii 😭😭🙌

Ahh😹😹😹

Shameful

Umm akomanaka

Mhando ye man yakadai hatiide mulife for real

Zimbabwe Mwari vatibatsire. Varune vava kuita kunge vakadzi



