正在加载视频...
视频加载失败
Why is Matrix even allowed to do this “spouse tracking”? 😭 Since when did cheating become a crime in Zimbabwe? Legal experts, please explain 😂💀
64 条评论

Ini ndinoenda kuchihure nepfuti yangu, ukandibata wobva wasangana nemusiki.

😅😅😅😅

Almost the same nekuita private investigator. Hazvisi illegal hazvo. But zvisinei hazvo muface anobhohwa hake uyu

😂😂😂😂 pakuzoPoster mhani But chihure yava mhosva ere

Nhai amana, anenge achida kukwana pazvinhu zvevanhu kuti azovhiringidze vanhu futi

Actually in a monogamous civil marriage cheating is a crime.

I shiuld avoid it by all means

@thaproffesor Lawsuits patiently watching whilst drinking Dragon

@thaproffesor 😂😂😂

@Mabharangizha Zvese zvavari kuita vakapihwa mvumo nani?. Sometimes you see them investigating an unsolved case which involves CID and Police. I think ngaingovharwe. And kablaz ako kambavha futi

@Mabharangizha Panoda kujekeswa apo @ZRP_Zim

Varikubhaiza Ava

Kwete zvishoma tofarirepi

pakugumura chihure makuresva

Muzimbabwe unoita zvaunoda as long as uri munhu weZanu PF

That’s why tomhanyisana

hapana asiri mutadzi vakomana.............guess murikutodawo tracking chibaba

Vatokechawo zvavo 😂😂😂

invasion of privacy

At it’s peak

Ndirini ndokumamisa

Vese neMatrix dzake double loss

Taura hako

It’s not a crime, your spouse can hire a private investigator to track your every move….

😂😂😂 we are cooked

Anyhting to do with uncovering cheating,is purely for entertainment purposes😂

😂😂😂 but vanosa shamhu

Haaa ini wangu chero akada kuzama kundiitisa zvetracking izvi anokuvara ndinotongosiya mota paside road tosangana kwandinenge ndichienda handibatike never ever

Stealthy mode 😂😂😂

Anonyanya kusekererwa uyu achibhaiza.

Mukadzi wacho anoenda 😂😂😂😂

Vakutopara mhosva vanhu ava, kuzongoti ameno kuti Khedha mwana wani

Yeah haaa stalking dzacho vakudziwanza

Vanodherera ava

Kusarohwa uko

Fact apa iMari yanq

Ane dzungu

😂😂😂💯💯💯

It's a thing for real, watch the show Cheaters on YouTube or CBS, they're private detectives that can be hired to expose cheating spouses in America

Let me check it

Potraz ikuuya hayo

Ingatombobatsira haaa vakuzorora

something doesn’t have to be a crime for you to have a legitimate reason to investigate it. Cheating can have consequences in a marriage and in divorce proceedings even if adultery itself isn’t a criminal offence.

Good work Matrix keep it up

😂😂😂😂 chihure imhosva ere

Yes imhosva

Cheating has always been a crime

@Nmunyaradz Sei

Check the law

Uri mboko unofarira kuti vanhu vafe nechihure ??

😂😂😂😂 chaipei chihure

These are mostly just fake skits and stories. Zim is not exactly a state where many can afford to hire private dicks or even lawyers🤣🤣

This should be illegal

nigga needs to get a life

Advertising

Fact 💯💯

Ndovanhu vari kukonzera domestic violence ava uye kuputsika kwedzimba satan

😂😂😂😂😂 ndoIdi iri

@chidawaTee makutera makuhwa emu dzimba ku zanu hakusisina chenyu ka.

Its not a crime uncovering a crime zvee nhai ma Zimboz...Varikuti vanomumisa inini ndinokutracker ndirini ku matrix kwacho ndoona kuti unondiita sei ....

Its just content otherwise umwe ano mamiswa

💯💯💯💯 kufumura chihure

Ngatitangei nemi cctren munoti kudiiwo Advocate

Nerimwe zuva imbwa ichanyangira mbada
相关视频
Sensitive content
The way I would have cried 😭😭😭😭😭😭🤣😂 because why would plan to do that when I wake up 😭🤣😂🤣😂💀💀💀💀
Weather Goddess⚡️⛈️ 👑
3,006,941 次观看 • 9 个月前
Sensitive content
This escalated quickly 🤦🏽♀️😭🤣😂🤣💀💀💀 now why would she do that in front of everyone 😭😭😭😭 not "Bae you ready for me to shave your ass" 😭😭💀💀💀
Weather Goddess⚡️⛈️ 👑
39,522 次观看 • 3 个月前
