Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
Winter murikuigonawo sei? 😭😭😭🥶🥶
35,005 просмотров • 2 лет назад •via X (Twitter)
Комментарии: 26

Awusi kuziva pain yekumutswa mvura yatoiswa ku bathroom uchidzoka mubhedha watowaridzwa kare

Azvidi kupusa 😂😂😂

Gumbeze rakaita kukubata kuti dzviiii

Ma boss anga achida kungo texterwa hawo kuti tarwara mhuri yese🤔🤔

😂😂😂"sekuru vakambofa"

Sekuru vakambofa futi😂

🤣 🤣 🤣 Wasirira pana do l really need this employment kuti "plus hava bhadhare" regandingo rovha😂😂😂

Bro ndakakuona wakabatwa ne traffic muna robert mugabe nezuro kuma around 5

Wapera

Kokuzorova ka "5,10,15,20" kekuzvisimbisa🤣

Ha winter mwana wachinenguwo 🙌😭😭😭

😂 😂 😂 😂

🤣🤣🤣🤣😂👌

🤣🤣🤣🤣🤣

Sekuru vakambofa 😂

😝😂😂😂😂😂😂

Sekuru vakambofa futi

Sekuru vakambofa 😆

@VideoDownloader 😂

🤣😂🤣 Nijo hauna kutombokwana, wakutifumura apa

Do i really need this job kkkk

Rarai makabereka ma satchel misana isatonhorwe, munokasika kumuka

GOATED

Bucket system 😂

Hokoyoi nenhamo uchikwidza gumbeze 😂

😂😂this is me everyday. I always ask myself if working is necessary 😂
