Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
ZVINO VENGWA NE MUROYI...🙏🙏🙏
84,386 просмотров • 1 день назад •via X (Twitter)
Комментарии: 33

Mudododo wakanopinda mu GD6 this is nice… moziya kuti Sir. So far mu World munomu hakuna asvika or achasvika pamuri. Secret isingazikanwe ndeyekuti ukapa unogamuchira, mapiro ndo magamuchiro. Fambai boss

@ED4TheNation Vadakara vaSugar Sugar…. God bless you for blessing this man …..

I'm happy for Sugar Sugar. He is a humble man.

Kudrye Mudododo, Thank you Sir Wicknell !!

Thank you THE BIGGER PREACHER HEZIBONI ANOERA ZAYA RECHANDO RINOTONHODZA AFRICA YESE MUKURU WEMAZUVA DARE GURU RA MANUWERE BABA VEMARUDZI BABA ABRAHAM THE greatest of all times

Mudododo......chaiwo.... Zvinokudzwa.

saka muroyi munhu ane nzara here, without food without shelter

Mukuru haataure zvekunyepa🫱🏼🫲🏿🔥

Kudya mudododo Baba.

Uncle Tsvigiri needed this mapedza apa murungu.

What is good remains good.” “A good thing is simply good.” Many thanks @Sir @wicknellchivayo

Ngazviyende mberi

Citizens continue to face a difficult standard of living marked by high living costs & financial pressure. A large portion of the population relies on remittances from diaspora & informal trading just to meet daily needs. Paper gains have not translated into household prosperity

haaa sir muroyi wacho anotosvika pakuneta kuwenga cz iii hamuwengeki now ndakutoshaya kuti muri pa level ripi chairo cz you proved yourself kwese hako

Kusimudza marombe kubva muguruva ndiko uku

frets akapihwa mudodo asi ndiye aka introducer mudodo ngandibate anofanirwawo kupihwa umwe mudodo

Next rural areas they need the money the value of a fortuner supports at least 800 households

Baba 🔥🔥🔥

Ngazviende mberi, mwashuma mukuru wemazuva

Amapiano chaiyo paunofunga kuti yakupera panenge pakuuya imwe yakaipa futi

Mari ye nyika

Mudododo.!!!! Congratulations to sugar sugar Thank you Mukuru wemazuva for always supporting your fellow brothers hazvigoneke newakawanda kupa zvipo zvikuru kudai kumutorwa. Heaven is not blind and we are seeing you becoming a trillionare of Zimbabwe!!!!

Mudododo

Congratulations sugar sugar.

Senyika tinotenda nemabasa akadai…

Matendwa Sir Wicknell.Dai Mwari varamba have changed lives and destinies by extending a loving hand.God bless you 🙏

Mwana WaCanisia na Isaac 🔥🔥

Kupa kune mufaro kunokunda kugamuchira 👏🏿👏🏿👏🏿

Baba Ezbon 🔥🔥

Pakuda den mukuru

Shuga yazodirwa shuga manje nemukuru we mudododo. Hanzi nemwana wangu Mudododo wadirwa shuga nemukuru we Mudododo

Mwari awedzere pamatapudza

Ndirimuroyi. Ndozvivenga izvi🚮🚮🚮🚮
