Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Zviri kumbofamba sei munyika muno?
29,743 Aufrufe • vor 7 Tagen •via X (Twitter)
34 Kommentare

It's now black on black land invasions.

Iwe @CMukungunugwa, GODFREY HURUVA MUKUNGUNUGWA ari kushungurudza vanhu ava ndiani wako?

The law should protect people from power not protecting power from people…………….you will never get justice in a country wr criminals make the law…….before displacing people from state land they hv lived fr decades provide them with another land and compensate them. Everyone has right to land

Chinyika chenyu ndechekuma mineq

Honestly haa mwari hakuna, ndarwadziwa

Ndiyoka CAB3 hatisati tatanga

Greedy blood sulking zanoids...NXA!!!!!

Are these resettled farmers?

Muchinyanya ku vhotera ZANU-PF Ndo mubairo iwowo

Varume Zanu pf, handifi ndaka supporter Zanu pf futi. How do these people sleep at night

Honorable wani ...people must stop being magwara mhani.

@CrimeWatchZW

Pamberi nezanu macomrades , ndo kutonga nyika kwacho

They lie to the rest of Africa that they distributed late. @CyrilRamaphosa do not be pressured by Zano pf to distribute land. In Zimbabwe land is for the black elites

Second republic irikuzvinyanya zvehutsinye ummmm

Ha Vakomana ZANU (PF) yakaoma…vanha vevanhu vakayenda kuhondo hunorwira nyika kuti after independence vashupike zwakadai,hamuone here kuti Smith aive nani..persecute me for all l care but “Rhodesia was SUPER”.

Zanu is so heinous , why would u do this to your fellow country men , families are traumatized everyday

I am really hurt with whats going on in this country were is our heart as zimbabwean to zimbabwean but i know it gets darker before dawn kana kakaririsa kode kupaduka

Is this the land that our ancestors died for yakupambwa nevamwe vatema?inini l will commit murder if these Zanu hooligans tries this pamunda wangu

Is it communal or resettlement? A1 or A2? And how did they settle there in the first place? What are their rights to the land? Maybe tinganzwisisa.

Vatungamiri ngavasadai ,nyika ino yakakura why kunanga pane munhu

The only real struggle is the one between the rich and the poor

Mudododo

Nhai @CMukungunugwa how special are you that all these people cry because of you?

Ndikunzwei futi muchiti Zimbabweans have land🚮🚮

Hurumende iri mumaoko newanhu waSatani iri kushungurudza wanhu weZimbabwe.Kuchemedza wakadzi wakuru nembayondzawo chete.Asi its days are numbered..”Mene mene tekel ufarsin”Sin ultimately destroys its host

@Emie72808164 Hurumende iri mumaoko newanhu waSatani irikudhungurudza wanhu.Asi its days are numbered.Sin ultimately destroys its host

This is painful....

We are foreigners in this land. Zanu pr @edmnangagwa ndovaridzi vayo. Zvinorwadza ndati

Hurumende ndoyatisina as Zimbabweans. Vanhu vanongogara vachishungurudzwa.Zvadai, mhuri iyi haichina pokugara, then ndopaunoona vanozviti vane mari vachipa vanhu vane mari kare [dzekuba, nedzakawanikwa nekunyepera vanhu] . VanaMutendi nanaMakandiwa.Its nonsense.

Zvakaoma.mwana mudiki kutambudza vanhu vakuru nekuda kwekuti uriku zanu ? Mukungunugwa mwana wazuro uyo anoti ndepake aimbovepi nguva yese ? Zvichapera hazvo

Haah HURUMENDE YENHARADADA

Yeah pakashata, results of CAB3. They no longer care about the people, because they no longer have the power in terms of voting...

@edmnangagwa kahle kahle what nonsense is this? This is bullshit 😒. Reign in your EDiots. Nxa
Ähnliche Videos
Sensitive content
Jutrić bando ☕️ Ne znam šta vi mislite ali ja mislim da ovaj nije vadio kad joj muno🤔
✋🏿Džօνმղƙმ ძɾ Pἶƈ̌νმʝz ♒/♎®️
19,763,478 Aufrufe • vor 1 Jahr
