Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
Zviriko here izvi?
10 Yorum

Anotori netumatama tune madimples ekuyamwa mukaka. He is a yamwist.

Hahahaha😂😂😂😂😂, the milkman🥛

@LynneStactia my sister une post yandaona you posted 17hrs ago about corruption muma gvt hospital bring it on once again tinawo ma V11 pano zvimwe zvekunyepera zanu yet they are participating pa corruption yekushotesa medication muzvipatara ngavauye vataure tionesane

Hezvo zvaari mashura atinoitigwa nemarovha ezanu nhai imi😀😀. Kumwa mukadzi kuti munhu awake Simba rekundorova vanhu

Ndivo varume vanotarisirwa kugadzirisa nyika ivava vanonwa mukaka wevana!

...hence our comedians find it hard to crack jokes coz real life is stranger than fiction. Vatongi ava have a strange way of analysing these cases, their questions. Gone are the days for Twar; tinofushirwa.

🤣🤣🤣 team reKumakomoyo makaoma

lol 😜

Moti ma Cyclone angerege pakadai?? Imiwe Hai hai

It's a weird,weird World Sister! 🙏 The other challenge l am seeing with some of these Kangaroo village courts, the Presiders seem to ask stupid & irrelevant questions out of funny,this at times embarrasses the victim!
Benzer Videolar
Sensitive content
Ndizvo here izvi Guys about Masturbation ?? See this prophet 😳😳
Sam_x.t
57,731 görüntüleme • 11 ay önce
