Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Big Brother Zimbabwe 🤣
22,101 Aufrufe • vor 3 Monaten •via X (Twitter)
34 Kommentare

Makafita munonhuwa kuti pfugu 😂

😹😹😹

Pane akati vaku recorder ne cctv😭

🤣 its getting worse by each episode, waona ka signal here kaRoki kuti " chiomberai ndasvika"

Is there a way yekusungisa vanhu ava

Ehh wt an entrance suuuuiiiii😅😅😅😅

😹😹😹😹

Jah man havakure avo vanenge Shakira kkkk

Ko picture ra 🐊 is it a must kuwanikwa pese pese ?.

Tiri kunyara kani

We’re in 2026: Video quality? Housing infrastructure? Why is everything in poor quality?

Gentrumeni munotibikisa nazvo izvi post.your stuff kufacebook 🤣🤣🤭

Ko munozviunzirei pano ?!

Hanzidive hangu kuti “aura” chii, but apa ndaishaiwa

It's Big Brother Harare

Parikubhaizika

Ko Picture ya 🐊 yakaisirwei

💀💀💀

I dont watch Zimbabwean programs

Haaaaaaaa😂😂😂😂😂😂😂😂chokwadi kaaa

Iyo sutu yakapfekwa 🤣

This kind of embarassment should stop

🤣🤣🤣🤣

Tirikunyara baba

Referai vakomana. Madii mangopedzisa decoration nemadhoiri

Ndonzwa mai vachichema, vachisvimha misodzii...iiii

Mafunnies

Ndo ma funnies aya

Another day another chance of embarrassment 🤣🤣🤣

Kuita kunge drama ramukadota namai rwizi

This is trash

Makuda kitikuvadzisa pano imwi

Vana infinity munenge muchingoti shoresa😭 gate keep this shit

Pane ari kushaya here mukana vekungavapindira imomo omamisa vanhu,becoz wtf is that ini kunyadzisa terms
Ähnliche Videos
Big brother Zimbabwe 😂😂😭 Haa tinenge tichingonyadziswa 😂💔
Shumba Rumba🦁
91,123 Aufrufe • vor 3 Monaten
