ๆญฃๅจๅ ่ฝฝ่ง้ข...
่ง้ขๅ ่ฝฝๅคฑ่ดฅ
Calaz kwa Volts uko๐๐๐,Zvakaoma
12,194 ๆฌก่ง็ โข 7 ไธชๆๅ โขvia X (Twitter)
32 ๆก่ฏ่ฎบ

@WekwaGutuu bhanditi rinopedza ๐๐ฅ

@WekwaGutuu Havadi kuzvinzwa kana kuzviona izvi vaye ve agenda

@WekwaGutuu I love his support muhombe munhu uyu mhani

Anoziva zvaanoita muface uyu

@WekwaGutuu Munhu aikwikwidza na Chibaba

@WekwaGutuu @MosesLovemore2 Haaa ishasha iyo

@WekwaGutuu Mmmmm Ghetto rinoda munhu uyu๐๐๐

@WekwaGutuu He could've been one of the biggest....problem ndeyeku tuka Winky chete

He knows kuti Wink Muhombe,Ingoriwo Controversy yemangoma thats my take..I remember this interview achitoti who doesnโt know kuti Wink Mudhara๐

@WekwaGutuu Yhaa... All things being equal aifanha kuzadza HICC Ari 1

Calaz akazadza ma venue anodarika HICC itai mushe imimi..HICC idiki kune City Sports..Just that HICC is avery expensive to someone who doesnโt have ma sponsors ari strong

@WekwaGutuu @ChabataRug10997 Kunenge kuchipindwa nema$2 uko bro. HICC ma$10 and above

@ChabataRug10997 Exactly but Capacity ye HICC idiki as compared to City Sports..HICC ine ma standards zvekuti ma guetto yout akawanda havaikwanise havo๐๐

@WekwaGutuu @Legendarie11 @ChabataRug10997 HiCC has 4,500 seats city Sports centre is 4,000

@Legendarie11 @ChabataRug10997 City Sports haina ma Sits mukuru wangu,inema benchesโฆkana wakamboenda kwese hautomboite zvinharo izvi

@WekwaGutuu Uku anofamba zvake Calaz

@WekwaGutuu @thaproffesor i think Sir Calaz should start paying people. Its actually the crowd performing on all his shows๐

@thaproffesor ๐๐๐

@WekwaGutuu @1samaz_ 1 tawanda๐ฅ

@WekwaGutuu Huh kudzoka ne phone inyasha apa๐๐๐

๐๐๐๐

@WekwaGutuu Song yekuti zvidhakwa iyo ihombe๐ฅ๐ฅ

@WekwaGutuu @Voltz_JT Rave jabhuna rake horaiti

@Voltz_JT ๐๐๐๐

@WekwaGutuu Bhangwela

@WekwaGutuu Haa ndokutaurirai imi๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ฅ๐ต

@WekwaGutuu @PanagelOliver Muhombe uyo

@WekwaGutuu โค๏ธ

@WekwaGutuu Akavengwa online but paground anopedza๐

๐๐๐๐

@WekwaGutuu anga aitwa sei pamaiimba "siyanai naye...

Every Show mafans ake anotongoimba izvozvo๐
