Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
Zvakaoma ndati😂🙌🏾
57,638 görüntüleme • 1 ay önce •via X (Twitter)
32 Yorum

"I don't know wat does that mean"...ohh well😂😂saka kana achinyenga mababy ndeupi achange achipfeka zvechirume zvacho nhai Mwari 😭

Hapana murume anochaya 360 😂😂

😂😂 ndezve ma ladies here

Mukomana ati kuramba achitsimbirira ' chibaba'🤣🤣😬

Interviewer is top tier 😂😂😂 chirikuita zvekutyisidzira

Hanzi blouse renyu hameno, makaritora marii

Tikuda kumamisa tikasangana naye mumuudze mhando ipi inoita 360

Ndozvimwr zviri kukonnzeresa ma road accidents

This is so wrong man haaa Rip baba Bona💔💔💔

i dont do slengs…. wow 😭

😂😂😂😂

Blouse 😂😂

Vazobuda musaga hanzi blouse 😂😂😂😂

Kanyika kano kachaita kuti hwamanda/tsuri irire

☠️☠️☠️☠️☠️☠️

Amai vakufanira kupinda uku zvakare vakapedza kwaCde Badza

Hakuna mhando yeman inochaya 360😹 chii chakadaro

Hamuchaye 360 here mdara😂😂🙌🏾

Aaaa hazvigone😹

Ndofunga hangu Mugabe

Nah .

😂😂 hanzi blouse renyu baba

Mwari honai vanhu venyu🤯🤯

Aaaah

Sim2 inenge irikubhadhara mmmm

Vana zvomora ndimbosura ava🤮🙌

Murume kuita 360 futi 😆 🤣 😂 hakuna

Varume ava maChende avo haana peace amana

"Saka" todii saka?!!

Ingochani ka iyi

Saka ma muchi feeler cy muchichaya 360

Ka blaz karikubvunza ndekapi aka
