Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
#dandarostreets Kapfupi...😂🙌🏾💯✔️
24,179 просмотров • 1 год назад •via X (Twitter)
Комментарии: 10

Marley El Phenomenal1 год назад
Makura comrade, chiregai tisati takuudzai zvekufenda

Sparrows - not the Jack 🇿🇼🇦🇪🇦🇫🇺🇬1 год назад
Apa zve kuti ungadzoka ukaita drama, ndo ratova drama racho, hapasisina, zvazvekumanikidzira apa. Plus muzukuru wako anedzungu too much, mukunyanya kuzvigayira stereki. Taikufarira kare only because we had ztv chete (pawaibuda) n no alternative.

Victim_zw1 год назад
Rasta ava vanotobhowa. Nxaa. Ndakurara ini

Parknews1 год назад
🤣

DaddyDrew1 год назад
Marabha made him funny, ega it feels forced

𝗕𝗼𝗯𝗯𝘆1 год назад
Tries too hard

Rodriguez Chinx1 год назад
This guy is stupid

Xander 221 год назад
Hazvichanakidze izvi

Senior Citizen1 год назад
I would rather watch Baby Shark instead of this.

Tayers1 год назад
Kupenga kunogona kutotanga sekutamba sekuseka vanhu vachingoti ku Actor
