Video wird geladen...

Video konnte nicht geladen werden

Zur Startseite

#dandarostreets Umwe achauraiwa kuma DNA test uko...🙌🏾💯✔️

59,156 Aufrufe • vor 1 Jahr •via X (Twitter)

10 Kommentare

Profilbild von Chitova Nedzevamwe!!
Chitova Nedzevamwe!!vor 1 Jahr

Vakadzi ne blackmail soo😂😂😂kutadza kuva mature and taking responsibility kuti ndakahura kwese ikoko, getaway mhani anoda kurohwa, kuuraya kwechii

Profilbild von Tawanda Maziriri
Tawanda Maziririvor 1 Jahr

DNA testing should just become mandatory soon after birth, zvanyanya.

Profilbild von Tha Plug☣
Tha Plug☣vor 1 Jahr

No kuita kunge Demon ramutswa pasowe kudaro 🤣🤣🤣 and mwana wacho akakura ozoona moms vake vaida kumuuraya bho here

Profilbild von Stanley Tasiyenyika
Stanley Tasiyenyikavor 1 Jahr

Kkkkk vakatsiga saga avo ndo boaster remakuhwa muraini manje

Profilbild von MuZion
MuZionvor 1 Jahr

but mared flegs anenge aripo iwo macut iwayo medu munomu munhu anenge achitova bhinya

Profilbild von tafara madyangove
tafara madyangovevor 1 Jahr

Why is he being allowed to damage people like this and embarrass families like this

Profilbild von Imagine-This
Imagine-Thisvor 1 Jahr

Ok, but why does his crew wear bullet proof vests ????

Profilbild von GOATWE
GOATWEvor 1 Jahr

this look can say it all, ko anorohwerwei murume iwe uriwe wabhaiza, man are going thru a lot mudzimba umu they are mentally & physically abused bt wekuudza hapana...vakadzi muchafawo rinhi tizoroore taneta isu.

Profilbild von GEASE TRANSPORT AND LOGISTICS
GEASE TRANSPORT AND LOGISTICSvor 1 Jahr

Ko avo vari kudzingirwei havo? 😄😄

Profilbild von Dada da great
Dada da greatvor 1 Jahr

Akabvisa imwe nhumbu apa akuda kuuraya mumwe mwana and akurova murume nekuti haasi muridzi wemwana . Damn were on good God s green earth do we find such creatures