Tinashe achaurawa kuma DNA uko 😂😂😂
41.977 görüntüleme
34 Yorum
Yorumlar X (Twitter) üzerindeki orijinal gönderiden alınmıştır

@DambazaMunya
blow yapihwa Njanji haina kumira mushe
3 beğeni

@l_chikowore
Tipowo link tinzwe kwakatangira nyaya wangu
1 beğeni

@SimbarasheMuli2
Njanji kutaurisa chete , atambidzwa fight chaiyo
1 beğeni

@isypara
Njanji apirwa chemanzungu
1 beğeni

@terrypaul81
🤣🤣🤣
1 beğeni

@cherrymoyo2
Apa haavhunduke zvekumhanya kkkkkkkk
1 beğeni

@TakudzwaNyahum2
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

@AndrewMagaso
As long as there are no guns. Soon he will need the escort from the ZRP.

@JamesPhiri8406
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌

@Iam_Munyah
Banga remucheka harisi rekutamba naro

@TawandaMakawa
zvino vakakanganisa Tinashe, DNA muZim toiwanepi shuwa.

@mbiruviru
@hbanhire 3 stripes punch power is insane 😱😱 Damn!

@chenhamonhamo
Wrestlemania 40 at Ceasar's Palace. Check your local time. Haaaaaaa kuseri dzakatombofenda mbijana bvadzamutswa naTete. Tagg team yatezvara nemukwasha vaitoda zvemunhu kikikikikikikikiki

@HistoryFactou
Kurwira mwana akahuriwa zvinobatsirei

@I_am_Sire11
Vanhu vane labha labha havarovi chinhu 😂

@electriceyezim
Blow yaBlaz ane black haisi right

@Jonatha51816422
Ma chilliro akaita Mugabe kkk

@Simbarashegomz1
Mmmh avo vanonzi njanji vatambidzwa bloww 😅😅😂

@manakebheg76655
Zvakaoma kkkkkk

@SANDEJAQ
Tipe link re video yacho yese tibatsirikane 🤣🤣🤣












