11 Comments
Comments from the original post on X (Twitter)

@Nashienashe
Nawo matama kunge munhu akutsenga mugoti
34 likes

@Joyfulnestz
Make travel and work more efficient with seamless translation. Get more:
1,016 likes

@cdewemajokes_
Musoro covering almost 90% of the screen
33 likes

@pablo_weDrip
🤣🤣🤣ah
1 like

@CharnelKeisha
😂😂wakagerwa nani
32 likes

@Chisiiwagift
Haa musoro munawo bro
12 likes

@iamryantanaka
musoro wako muhombe bro ahh
11 likes

@tapiwasani
Ndiwe unofanira kumiswa poster content iri safe Chasara uchagadzikwa poto mumusoro namadam unojairira stereki
8 likes

@pablo_weDrip
Ha mukoma wangu🤣🤣🤣🤣
1 like

@mkozodo
ndoVoice rauchashandisa kudzinga mbavha here paden
8 likes

@TheEqualizer_ZW
Heavy is the head 😭😭😭😭
8 likes
