Ha Ha ha ha ha ha ha
@PhillipSibanda826 тыс. подписчиков
41 095 просмотров
23 комментария
Комментарии из оригинального поста в X (Twitter)

@Ed353
Why Zimbabweans tichishoora mabasa evamwe? Kugeza chembere kwakashata here? I see alot of people wachiseka maCOS.....Why is that
18 отметок «Нравится»

@jamudah
Take this back to facebook bro
14 отметок «Нравится»

@HumbaWasu
Iwe Fidza, takatiza kuFacebook tunyaya twakadai...😂
13 отметок «Нравится»

@bigboybush1
Amana dzoserai kufacebook X ndeyevanhu vakadzidza
12 отметок «Нравится»

@bhuru_ndini
Mai titi vanoita madrugs but i cant prove it
6 отметок «Нравится»

@drunk_n_monkey
Haa pakaipa that’s why munhu wechirume uchifanirwa kufamba muchinyararire to avoid unnecessary drama now vakuudzwa zvemubedroom
3 отметки «Нравится»

@Vahoromba
Murume wangu ane mombe🤣🤣🤣🤣🤣
2 отметки «Нравится»

@bvarusomek
Kakajaidzwa kambwa aka
2 отметки «Нравится»

@Walkerpeddler
Musatiunzire nyaya dzeFacebook kuno please…
2 отметки «Нравится»

@nyati_force
Vasinba Mai avo
2 отметки «Нравится»

@CyberQueennnnnn
Ko Mai TT zvavanga vambotendeuka pakutuka nezvinyadzi
1 отметка «Нравится»

@btaylur_hitman
Chirungu chatyorwa apo tell your man to mind her business😭🤣😂😂
1 отметка «Нравится»

@e_emisiye
🤣🤣🤣🤣
1 отметка «Нравится»

@claragibbons3
Ndiani arikutukwa nhymi?

@d60073
Haaaaaa parwarwa pane hurwere ndatii😅😅😅😅

@ErisherM88564
Shuramatongo yakaoma shuwa

@Jigaman15
😂😂😂

@Tutankhabantu
Wharisdisnow? 🙆🏽♀️

@TendiSibbs
Patukwa munhu zvapo 😂😂

@Tafanana11
Her man



