🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 haaaa zvinhu zvacho soo
@BaShonaBaShona19K followers
25,334 views
33 Comments
Comments from the original post on X (Twitter)

@regalobah
Wengoma akati baba venyika ndinemi muDiscord imomo
10 likes

@MahachiTina
Apa pakabhaizika
8 likes

@ShayD1595
Winky ndi baba vako na mnangagwa anoriziva gaffa deep dwn
7 likes

@masvingisepaul
This Is Wrong In So Many Levels
6 likes

@Lotus1457956
🤣🤣🤣 atidyidzane bt apa ndaseka , the worst thng ndandiri muchurch🤣🤣. Munoitirei temper nezvinhu zvevanhu
5 likes

@Garikai_Mhlanga
Uyu PaSpotify ndakato bloka.
3 likes

@AMuchagumi8758
He is a multi international award winner 🏆
3 likes

@EL_Kayz263
wema drums akati handingasare pa discord😂🤣😅
3 likes

@fl3xy_b3atz
🤣🤣 ane mafans but pamwe pacho hai 🤣🤣
1 like

@madmancn01
😂😂😂😂huh pakabhaizika
1 like

@MwanaWepasi1
Akangoti zanu huchi atova bho asi akazongopedzisa achiti huchi wenhunzi morwadziwa nechokwadi
1 like

@JayJayTeamTruth
😂😂😂😂💔💔💔💔 my goat is cooked
1 like

@ManyisaMik31077
Live ikati huya tisangane kkkk
1 like

@AfronautZW
It was a livestream, only the singer mic will be streaming thus all other channels become muffed out otherwise in person all will be fine
1 like

@Kingsle51906227
Chinyi ko nhai baba 😂😂😂😂
1 like

@qbar_zw
ndozvaanogoita kumashows its only that munenge makadhakwa chete dai aiperfomer vanhu varisober atemwa, he should embrace autotune on live stage simple
1 like

@AfrikenBoi
Saka unofunga kuti takadhunya brain, kwakamboona Winky kwaJava riini. Uri darco
1 like

@_hamid_abdul_
Ndo chii ichi, chikuimba apa
1 like

@tonde_pikki14
@tinoe_mudd they are cooking my goat here bro 🤕🤕🤕
1 like

@DNyamupira48894
Guys ndiwo mazuva e covid kaaa panga pakaipa boys 🥹
1 like













