Loading video...
Video Failed to Load
Hanzi aita seiko hatiperi.. hanzi mupa…chii😩😂
64,918 views • 9 months ago •via X (Twitter)
52 Comments

Kamufesi aka kanenge kachingopopota 😅😅 Kanofanirwa kumbondipopoterawo 1 day ndirege chihure 😂😂😂

I actually missed this guy wanga uripi mwana wamai 🤣🤣🤣 next cricket ad needs some aggression futi because vakujairira

😂😂..sure it’s high time he intervene

Kablaz aka kanondipedza😂

Hanzi kunorakidza munhu weku America round about 😂😂

He spits facts zvake energy yanozoisa mukutuka ndoyandoda to make the message sink in😂

the man bears no falsehood😂😂

💯

😂😂😂😂😭😭😭pakabhaizika

Big time😂😂

@HandsomeWepaZW Anonzani? Mamwe mavids ake tomawana kupi😂

@HandsomeWepaZW El gringo da best on insta

I need to listen to the whole rant 🤣

It’s on insta

On Zim celebs?

Yes

@hatiperi_wacho shuwa kukundwa kudzikama na towers🤔

Mazungairwa evanhu, marombe evanhu. Chiiko chaunodaira? Uzodairisa vanhu? Adaire chiiko 🤣😂

Idzi mavideo mazhinji dzechingovava😂

Kapopota wena nhasi kamukomana

Haasi kuda mafunnies

That was a failure round about ne zvingoro zviya kwa Terry was a better option

I stand with El Gringo all the days of my life

I can’t get enough of this 😝😝😝😝

🤣 irikunzi mipata ndochii manje?

Maroad ekuseri😬🤌🏽

Oh I see 🤣

I can’t breath 😂😂😂😂

😂😂

ah😂

@LadySthree97 @shona_man 😭😭😭😭our fave

Kunzi handei unoona FlyOver 😂😂😂..🇿🇼 senyika tiri wekuMurmer..munhu anobva kune a mountain where the faces we see on dollar bills are curved kwakumuti handei unoona Nyakababie..Kutoita kaOrganisation kemaclout chaserz😂😂😂

Auya fut anga aripi

😂😂

😂 😂 ha apopota wena

😂😂

but why thou ...? kunomuratidza flyover yenzaranzara haha muri mipata yevanhu zveshuwa

😂😂trabablas vakamboiona kupi ku America

imwi weee kutinyadzisa zvenyu

@loiceMututuvar1 Hanty akatosviko dhonza ngorovhani ikoko here kkkkk

@loiceMututuvar1 haaa anga asina zvekuita ka

Thank the lawd he said it 😭🙌😭 Because we would ve never recovered from the shame

Chat if you bald do not speed kkkkkkkkkkkkkkkkk

pana hatiperi ndaawedzere volume. those idiots embarrassed us

😂😂vanhu vakagumbuka

ehhh😂😂😂😂😂

Uyu anopopota manje😂😂😂😂

Dairayi 🤣🤣🤣

@_iam_tanakar_ 😭😭🤣🤣🤣

This nigga anenge achingopopota 😂

😂😂😂😂

El gringo 😂
