Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
Stacey Macheso defending his Father,Hanzi Imbomirai😂
83,006 просмотров • 5 дней назад •via X (Twitter)
Комментарии: 33

@kvgroyaltyy Well done Stacey for defending your father in a measured, calm and factual way. I withdraw my comments. I admire you and what you have said. You definitely should be his publicist or Manager Stacey. Yes from what you have said vanhu ngavambomira

She is the problem ndiye anoruka neku pema mdara

But supplier wavo ndyani😅

Now i have gotten the source of the problem lol

😂😂😂she has good PR, honestly she delivered it well I am impressed

Ndiwe uri kufurira baba iwe ndazviona

But ndomatauriro aMacheso 🤣🤣 it’s true eeeeh fodya dzozobatawo hanzo

Yaa mudhara struggles a lot pakutaura,Maybe haasi ma drugs as people say

Asi ndavasiye Mbanje l almost thought kuti vakuda kuita mkwasha wekwaChivhayo cz tsika dzadzo dzakazonyanya

Saka kana vachiimba havakakama here lol. I love how the daughter went all the way out to defend dad

Somethings learn to keep quiet .. there is more dignity in that

ndipowo number dzake, ndinomuda mwana uyo

Ngavagerwe Shero munhu anoremekedzwa stereki uye he is losing the plot.Hazvichade zero riye riye.

ukunetsa mdara wedu iwe

@AshleyTin02 Haa getaway mhani. Face ye round inenge emoji. Macheso ngaasiye mbanje. Anodii kuimba mbijana mbijana kana achitaura mbijana

Kuma New stands ka uku?

Kkkk u trying hey

Good daughter

Mukurova mese hantie 😆

🤣🤣🤣🤣🤣

Useless news.

Stacey ari right pavhudzi neku kakama apo.

I love, Stacey.

At least she looks sober

Extraaaaa Bassso yemwana

Kkkkk taura hako mwanangu

Ah Stacy P.R wa mdara 😆 🤣

Anogona kumurira mdara wake mwana..Sando dzake

Baba vako ndivo Orchestra iwewe ndiwe Mberikwazvo

Mai trapsuuu

She doesnt get it. Macheso kwatiri is a GOAT, tikutovapa sando dzavo!

@AshleyTin02 Ndiye anopema mudhara uyu

Varikuda rehub.
