Loading video...
Video Failed to Load
Ivai nesuMwari baba 😭😭😭
15,074 views • 1 month ago •via X (Twitter)
33 Comments

So we have people that trusted ED kuti he had their interests at heart kkkk

It is a travesty. For when punitive measures are taken by local government without providing any alternatives - it becomes an act of evil.

Zivai kut inopazwa nevene vayo fut

This is so sad, shuwa.

But still hatimbosvinuri mazimbo so

Is it now Stockholm syndrome 😭 or maybe people are slowly seeing the nature of beast . Our parents should Be playing with grand children not vending

Sad

This is sad 😢

Ndabatikana mmmmm ,my mom vakatikudza nemusika .

Nyika inovakwa nevene vayo vekumama

Ndovanhu vanga vasara kumama ava at least next time panyaya dzinotevera vanenge voziva zvekutaura

This is cruel

Ma1

Kana musinga seriously shumba hamusi vene

Stupid women who are very aware they rigged elections you can not support rogue people they will always sacrifice you since they are forcing themselves on people

Shame on the old gogo being used . We need clean cities

Mwana wembwa haasvinure musi mumwe......ndatopedza

Vene inovakwa nekuVendor ED is bad for this country taikuudzai

🤣

Muchangwara vene ndi wicknel Jah pazer na bishop Mutendi muchamama

We told u about voting zanu

Zvizukuru moyendesa kumusha Gogo. Cities are meant for formerly employed people. Kumusha kuno raramika zvakanaka chose mbuya.

Muchiri nemadziro zvenyu muri nani

Vimbai navo hanty maiudzwa muchiti opposition inoda varungu

Vachasvinura

remember chero uri opposition you can't address ED zvechi hwai hwai ukararama. Woman has to play foolish as well. All those people know ED is the problem but wakabuda pachena panofiwa

Vendors are being chased because of the COMESA thing onerai

these are the people that were making the votes turn left! Now they taste their own medicine 🚮

pamberi nezanupf pamberi nenhamo

Muda kunyebera kungwara .Hazvirevi kuti mukaita zvemusangano matova ne licence yekutyora mutemo!

Makaudzwa mukaramba

Manangagwa is a charlatan, this is so heartbreaking💔💔

Endai kumusika. Kwete muroad
