Loading video...
Video Failed to Load
Leeroy Shiri has been arrested
125,723 views • 2 years ago •via X (Twitter)
10 Comments

DadVaZoe2 years ago
Saka baba Madhara vaivepiko mukadzi achilwatsamurwa mambama sezvizvi? Interestingly, vakadzi they are prepared to be submissive to the rouge Pastor than their husbands.

CMB2 years ago
Leroy Shiri? Where's are his Perrence?

𝘽𝙤𝙖𝙧𝙙𝙖𝙩𝙩𝙞2 years ago
Munhu ane red uyo afamba or asiwa neCrane apo

mabhele2 years ago
Kurohwa kuchurch nani ???heede ndovatema nezvidinha vakafunga kuti ndagarwa

ReyWrites2 years ago
regai varohwe kupusa chaiko

@THEGOAT🇿🇼2 years ago
These pentecostal churches should be banned 🚫

earl of kwasadza2 years ago
Murume otosiya mkadzi achinorohwa kuchurch🤣

TinasheTinaishe2 years ago
Akatombokwirwa mukadzi uyu. Mishonga iyi

Le Philosopher2 years ago
"Kumasowe kwakarohwa munhu nemuporofita hona kwakarohwa munhu..." Just singing hangu. Black people be dramatic for no reason

Zimbabwean Reddington2 years ago
Kwakuti zanu ingatadze kuhwina munyika muine vanhu vakapusa so...kurohwa muchurch

