Video yรผkleniyor...
Video Yรผklenemedi
Level ripi iri๐๐๐๐พ
19,013 gรถrรผntรผleme โข 2 ay รถnce โขvia X (Twitter)
45 Yorum

Hakuna hustling boyfriend inowana nguva yekuita mix, nditwo two twuvafana twepa bridge utwu

Usadaro kani๐๐

Voice note iri has better transition and song selection better that half of the DJs pane imwe radio station imwe sooo

Usadaro๐๐

The fact yekuti you thought of a certain radio station then it means ukuziva munyati wacho๐๐๐

๐๐๐๐พ chimira

Handisi serious bf ndazviona am lacking ๐ญ๐ญ๐ญ

Do something man๐

Ndokupedza zve uku ๐น๐๐ฝ

Aaargh no mhani๐๐๐พ

Haungazvidi hako๐น๐น

Ko makuita sei ๐๐๐

Ehh ๐

Type ye heartbreak inobuda apa hatina zera nayo๐๐๐พ

Anoita ma motivational speakers

Hahaha apedza hake mukomana

Mix reipapo๐

๐๐๐

Unenge wadanana na DJ๐๐๐

Hahaha levels

๐๐๐

Ndapererwa boyz

๐๐ vanhu vari kudanana kani

๐๐๐๐

Haa kana levels haana zera naro level iri

Pabatwa mangoma apo

Haaende kana kuhustle tsaga uyo hatitotaure zvebasa

Peek unemployment behaviour.

Ndosaka muchizozviuraya๐๐

Paita mangoma apo๐๐

๐๐๐

Unenge uchidanana, na Probeats๐๐

๐๐๐๐พ pachibatwa mangoma๐๐๐พ

๐๐๐ndozvamenge muchida ticompeter nazvo izvi

Oooh yes๐

Akadyiswa uyu imagine I have to go to work ndomboita mix๐คฃ๐คฃ

๐๐๐๐๐๐

Zvodadisa getrumen ๐

๐ ๐

Wakanorambwa if u try this at homeโฆ

Aaah ๐

Which app was he using

Pakuda kutoita chibaba chemangoma ๐๐๐พ

Ilevel revanhu vasingaende kubasa๐ still cool tho

Itโs cool for real๐๐
