Video yükleniyor...
Video Yüklenemedi
Macheso kaa😂😂😂
39 Yorum

@nicki_zim 😂😂😂😂at least akadudunura freehand

@nicki_zim 😂😂

Mbanje hadzidi wakura better kusira vana 🤣🤣🤣

🤣🤣🤣is our legend still normal?

Hameno 😂

😂 ndazoseka ini

Haumbotadze😂

😂😂😂😂

Guys, we agreed on English 😩

It's giving

Unenge waenda ku funeral zvakanaka uchichema hako, paunosimudza msoro wosangana nababa Shero….haaa unotoseka chete😂😂

apa vanga vabva kusunga chete😂😂

Chete hamusati mambo sampler dzepa Mozambique apo, hamungazvinzwisi 🤣🤣

mastanzi awa ndeemutoriro😂😂

Hakuna munhu anobatwa saBaba Shero

Baba shero varikurohwa ne high gredi chairo🤣🤣🤣🤣ndaseka ih

Kana tichiti "siyai zvinodhaka" hamudi 🤣

@SpartahTheStoic Why is bro doing those gestures 😂😂😂

@lesleighch93336 Haaaa apa pakuda help apa

Kkkk this guy is good at dramatizing

Macheso ngaapihwe dzimwe Mota coz aaa 😂😂😂

Mukuru vakarohwa havo nematanda😂

Vanenge vakabatwa zvavo.

Kuita kunge vakarohwa nezvivanda kudai 😅

😂😂 chibaba ichi

Munhu asungira Macheso danda raarova asati auya anehutsinye 😂😂😂😂😂

I want his supplier’s contacts 🤣

Panhamo hapo but knowing myself ndingadai ndafa nekusekera mujacket🤣🤣🤣

Even the Usher was confused, avapa way kuti pindai havana chavanzwa zvavo🤣🤣🤣🤣

Asi ollah akatowana riri tender chairo

I see a cultured man there. Someone who understands what a funeral is and how to conduct yourself with humility.

Macheso haasi kurohwa, mbanje dziri kuwanza

@kuzi_va 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂yimbanje lezi no ways . uMacheso sethatha izidakimizwa

Haa Macheso mbanje dzinomukurira kkkk

🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣mkuru vanenge vakanangwa ava

Idombo chete iro hakuna chimwe chinhu

Vamweiko baba shero kkkkkk

This Macheso is high on something.

Why is he not acting normal, imbanje here?
Benzer Videolar
Stacey Macheso defending his Father,Hanzi Imbomirai😂
WekwaGUTU~GOAt⛓️
83,659 görüntüleme • 20 gün önce
