正在加载视频...
视频加载失败
Makambodya chihudo here?
16,629 次观看 • 21 小时前 •via X (Twitter)
43 条评论

Another reason not to UnZim myself

😄

Every night I wake up and thank God for being Ndebele

Being proud of Semi arid area 🙌🏾no diversity

We're ok in our desert bafo, go on eating your rats

That's why ndisingaswedere panigerian food even kuma China handisvike 🤣🤣

🤣🙌🏾

Zvimwe zvinhu hazvidyiwe boys 😂

Zigwampini

She had to apply rat posion for it to surely die

This is a big rat

Ndoma Tanzania makudya vanhu here bro!

Yuck

Good food

What are you all eating

Chihudo

Chihudo ne vhondo ma1 bt zvoda zvakaomeswa mbijana

Wapedza

The king of Rodents 😅😅

Ndochii ichocho

Aah ... whats that

I remember tiripaUZ ndakachiona chichimhanya chakatakura orange rakazara kubva kuDACS manheru nechemumoyo ndakangoti dai tirikwedu wamupoto so🙏🏾

😂😂😂

Ndorinonzi Dapi kaa iri bro

Tegaio vanhu vachizobikwa nemasasko

Tsenzi

😂😂😂

Gwizo

This one is Vhondo / canerate, not chihudo

Haisiyo nguva yacho, tobikwa😂😂

Hahaha 🤣

Icho today hamzi it brings luck

chihudo ndochii

They also smok3 teargas so creepy ppl

Arisi vhondo ere iri (TSENZI)

No

Tanzania

Pinga

Uyu ngaasungwe

aewa kah dau azocheka chimuswe here boys asi

Zvinhu izvi zvakambouya pamba pedu zviri 2. The way we prayed kaaa thinking varoyi taiti hakuna gonzo rakakura kudaro

Warristhat

Cane rat, sinde ronaka iro😩
