Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Message to Zimra
80,524 Aufrufe • vor 1 Jahr •via X (Twitter)
10 Kommentare

We shall get to a point where we all understand that an injustice to one is an injustice to all. Zvekuti unowana muma comments someone saying "Ko wadii wango bhadhara tax" simply because hasati asvikirwa mumunda make zvichapera. One day ndiwewo, uchanzwa kurwadza kwenyika ino.

Those who say send money 💰 want you to spend the money in their shops at exorbitant price. They want to make more money out of desperate Zimbos. Havana tsitsi vanhu ava.

Sad truth...

Munhu anonzi mu Zimbabwe aona nhamo pano pasi, this is 💔💔

I applaud her for speaking up.

After buying all those cars for chiefs, army and celebs, zanu needs every cent

patengetichiti register to vote huyai muvhote handiti munenge musina basa nhazvo, techida tigadzirise nyika moramba saka chakwenyu isu tagara tomama tega , dzokai timamise vanhu tese, tirohwe nepolice nekumedza mateargas tese. noone wil be left chro makawokera murikure chichauya

Grocery is now cheaper kutengera kuzim dai maingochengeta mari motengera kumberi ukaisa netransport unoona kuti kumusha kuri cheaper. Zimra zvayo they always do this mufestive. Last i received parcel ravakabvarurwa nebanga damaging bhutsu yemwana. Not fair at all

Just reading comments dze vanhu, vakawanda vakuguta shuwa and hapana kwatinoenda senyika so all the minerals have failed to make revenue saka vanhu ndivo va taxed its sad shuwa after collecting taxes they buy cars and rigg elections.

Zimbabweans are divided unfortunately. Some are praising Zimra but will then complain about how it is utilised. We see brand new cars every few business days here, some ululate! Being Zimbabwean is an extremely difficult thing, even from the diaspora you're affected


