Skip navigation
Ndikunzwei Futy Muchiti Java apera
0:00 / 0:33

Ndikunzwei Futy Muchiti Java apera

C. H. MUKUNGUNUGWA

@CMukungunugwa21K followers

Visit on X
446 likesDownloadOriginal post

63,615 views

Ndikunzwei Futy Muchiti Java apera PROPHET PASSION JAVA MEETS PRESIDENT MNANGAGWA IN NEW YORK IWE WOSVORA? President of Zimbabwe @passion_java

36 Comments

Comments from the original post on X (Twitter)

  • TEDIOUS MUSINACHIREVO's profile picture

    @VMusinachirevo

    @edmnangagwa @passion_java So meeting President Mnangagwa is a sign yekuti you are not finished? 😆 🤣 😂

    28 likes

  • Xinyori xa Humba's profile picture

    @thomaschauke

    At this point, merely meeting this dude proves very little. Access to his office has never been a reliable measure of influence, credibility, or accomplishment; even people later convicted of stealing “goat money” were once regular visitors to his office. So why should a photo or meeting with him automatically qualify anyone as a mover and shaker?

    9 likes

  • Bonga's profile picture

    @Manirufayi

    @edmnangagwa @passion_java Nhai passion uchingori youth

    6 likes

  • Mufudzi29's profile picture

    @EniasChive07

    @edmnangagwa @passion_java Personally im very happy about this reconciliation hanzi naPresident ndizvo zvinoitwa meaning Passion ainge abuda offside but president vakutaridza kumuregerera for Passion deserve ainge azvideredza pachokwadii congrats @passion_java

    6 likes

  • Samaita Wezhira 🇿🇼's profile picture

    @Samaita_1

    @edmnangagwa @passion_java Iwe wanga uriko here ku New York uku?

    6 likes

  • C. H. MUKUNGUNUGWA's profile picture

    @CMukungunugwa

    @edmnangagwa @passion_java Ehe

  • Samaita Wezhira 🇿🇼's profile picture

    @Samaita_1

    @edmnangagwa @passion_java Iwe manje, wakamira sani????

  • Collen Chikore🇿🇼🇬🇧's profile picture

    @steadyMasi22

    @edmnangagwa @passion_java Accountability please.

    3 likes

  • TC's profile picture

    @TichChamunorwa

    @edmnangagwa @passion_java Hapana chisingapere.

    2 likes

  • KagT's profile picture

    @KagTmdy

    @edmnangagwa @passion_java Partners in rituals …

    2 likes

  • Prosper Zuze's profile picture

    @zuze_prospe

    @edmnangagwa @passion_java Mmm imi udzai Java atore stock yemakore ake

    2 likes

  • Kudzie Curie's profile picture

    @drkudz

    @edmnangagwa @passion_java A whole president meeting with crooks

    1 like

  • Otto Von Bismark's profile picture

    @OttoVon75005355

    @edmnangagwa @passion_java Java mu youth nhai?

    1 like

  • The Future President's profile picture

    @ZimPresident

    @edmnangagwa @passion_java Mapfumo akaimba kudhaaaaaaaaaaaara hanzi Zvichapera 🚮🚮🚮🚮 zva Mugabe zvakapera pasara zveyoyoyo 😅

    1 like

  • Zambia Our Nation🇿🇲🇿🇲🇿🇲's profile picture

    @ZambiaOur

    @edmnangagwa @passion_java Ndokutopera kwacho ikoko

    1 like

  • WANGA BHAGA's profile picture

    @LASTMANGWIRO2

    @edmnangagwa @passion_java You are a mentally deranged psychopath

    1 like

  • Musvoro H A C's profile picture

    @ahchauke

    @edmnangagwa @passion_java Hanz ndizvo zvinoitwa izvozvo which means mujaya anga akurasika.. Akawirirana nemukuru apa, anaMike vanobuda

    1 like

  • Tsungai Machokoto's profile picture

    @tsungimachokoto

    @edmnangagwa @passion_java Rinenge richizhinyeiko zisekuru iro

    1 like

  • Three's profile picture

    @Toringepi223121

    @edmnangagwa @passion_java Aka kakutorwara nepfungwa chete, kungomukira kufunga kurumbidza vamwe varume, iwe ucharumbidzwawo nani. Tsvagai basa bamnini, zvamuri kuita izvi zvinonyadzisa

  • Musa Tanyoko's profile picture

    @MusaTanyoko58

    @edmnangagwa @passion_java Wangu Mnangagwa anongo linka munhu wese chero zvigunduru . Hapana chinomboshamisa apa. It was just a political move rekuudza vanhu kut we are in New York