正在加载视频...
视频加载失败
WATCH: Self proclaimed prophet Passion Java defends the Gold ambassador Angel : Zvanzi naProphet Passion Java Al Jazeera yakapihwa mari yekutaura zvinhu zvekunyeba. Zvanzi this is an attack against our country. Ngatinzweyi zvizere.
45,551 次观看 • 3 年前 •via X (Twitter)
10 条评论

When armed robbers strike and have not been caught,they are said to be at Large,, When an Ambassador is involved in money laundering,,he is called Ambassador at Large. It all makes sense..

We are not stupid, let him come out and defend his case ega, aka kamutsumwarumwa ngakanyarare hapana zvinozivikanwa. He was exposed thats all. zvekuzoti pane akabhadharwa izvo ratove drama

Uyu akatotukwa kare ende arikutotanda botso. Madungwe naiye matwins. Ipapa dzikutoti dzikutaura nema 14 😂😂😂. Hapadiwe explanation apa pakungoda jeri. Fullstop!!!

This lunatic can go hang in hell

Iri dofo iri

The funny thing is he is talking zvirisoft apa achitaura tsvina isina kana sense ,and the irony he thinks tiri ma grade 2 red manje we don't know parikuunzwa ma investors neparikuitwa deal rechihwai ,mamwe ma explanations save them for zanu pf rally ndiko kunemadzungairwa

Uyu hanti agara muromo wake unongobuda ndove bedzi...😒

Musuri wake panganai

Teererai mega

This guy haana kana sense yaanombotaura
相关视频
Sensitive content
#dandarostreets Woman claims Prophet Passion Java raped her on Instagram Live...🙌🏾💯✔️
Dandaro Online
61,773 次观看 • 1 年前
Sensitive content
Prophet Passion Java hanging out with his dogs 🐕 in snow 🔥🔥what’s the name of this breed ? 🔥
The Instigator
16,474 次观看 • 1 年前
