Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Ndizvo here izvi vanaChirandu?
18,601 Aufrufe • vor 7 Monaten •via X (Twitter)
34 Kommentare

Hakuna mutupo unodetembewa nenzira iyi, akutora detembo rekubhawa kuyenda naro pajikerere, mukuru uyu akurasika. He proved kuti mapenzi anochemberawo

Iyawozwee 🤣🤣🤣🤣

This is the most insanity we are witnessing and a clear violation to our rich culture and humanity...Ini ndiri gono but i hate this behaviour...kutinyadzisira senyika, iwo musangano ndewe munhu wese but apa kuda kushoresa nyika nevakweguru vedu.Tine vKwasha nevaroora, vabereki.

Ndezvekupenga izvi mutopo wacho ndewekumama saka.

Nyika hasisina hunhu. Hakuna zvakadai zvaiitika nguva yaSmith kana yaMugabe. Tiri kuendepi ne nyika. Nehanda uya uone zvoitwa tsika

How do you tell your sons and daughters that their totems include testicles and shit?

Same same naNadia izvi. This is unacceptable

Ummm Chirandu zvekugofa izvo hatizvizive, tiri vana chirera nherera, tichirera nedzevamwe. Kutaka tinotakira paruware, kwete kugofa

Ndochivanhu 👏👏👏tinotenda!

Uyu hausi mutupo wedu

h 😃 😀 😄 hameno Chirandu chipiwo ichi. Isu ana budziguru aiwa atina pono yakadai. But anachasura futi pane nyaya.

He is just a vulgur brat, trying to get attention wt rubbish

This is bullsh!t

Yet you want to ban that girl on Facebook ari kuzvitsvakira mari yake, ko izvi live paZbc, that's bullshit

On behalf of vaRozvi chaivo chaivo, we distance ourselves from this nonsense

Munoti Queen Nadia TV vaizoendawo nekupi nhaimi 😇😅🤣

This is nonsense chii chamunoda vana vadzidze ipapa that's taboo culturally you can't go around shouting obscenities just to please politicians.

Mdara uyu ari right right?

This level of Court jesting Clowning must not ve allowed! This is disgusting.

Bvunzanai ikoko chiparty chezvese zvese

Kkkkk kuZanu zvakaoma kupengavuku

That's bullshit.

Hanziiko nemudhara uyu,seriously 🤣🤣🤣

Unoziva uyu ndotsika dzedu idzi chaidzo

Oh dear!

Ah mashura chaiwo uyu musangano ndewekumama kana baba vakuru vachitaura zvinyadzi paJekerere vachisekererwa haaa miswai imi . Toda kunzwa kuti baba avo remanheru varidyira paChikurumbi or dzosai Queen Nadia pamhepo

Ehe ndizvo

Alzheimer's? Those hands are shaking too much probably affecting the brain

Kutukwa makatarisa muchingosekerera

@grok ndizvo here izvi

King Nadia!!

Yes

maya, iyi ifake chirandu inodetemba so, htina kufumuka kusvika apa hedu

Zvasiyanei naNadia
