Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
No this is. 1st night moves chii chii😂🤣
11,944 Aufrufe • vor 2 Monaten •via X (Twitter)
25 Kommentare

At least Tj knows kuti one day ndichangodonha ndofa manje isu pamwe tichafa ne manyoka 😩

Owh Noo.... will the iron lady handle this 🤣🤣🤣🤣

handling i dont know, but she can definitely endure🤣

Biker wenyika

😂😂 ah

😂😂😂

Haa parwarwa apa😂😂😂😂

Flex 💪🏽

kutadza nei hangu when i beat @PenzuraWacho to the top soup hun😂

@loiceMututuvar1 Right now Doves iri kutitarisa kuti Plan yako ine maBus mangani

@loiceMututuvar1 iwewe usauye ku nhamo kwangu wakafita kuto proposer Loice ndisati ndachererwa

@loiceMututuvar1 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

@loiceMututuvar1 Lol ndokumukira

🙌🙌🙌

Cousin of a Cat

For private wound dressings pin this one maronda ndiko kwedu especially wanodai

Fun fact, i fell on this supermoto 2weeks back. Nditori nemaronda and a hairline fracture on a toe. Gumbo raitorwadza during the recording of that video bcz riding boots are hard n tight. But torega kunakirwa here nekutya kufa?🤨

@elder_fu 😁

@elder_fu tati tingoonesana kuti haa tanzwa nekuwa

Aya ndomanyemwe edongi pachigayo. Manje mudhudhudhu hauna chiramu zvaurikuita izvi. Next stop death or permanent disability….

Haa hamuna kukwana chibaba 😂 matyiro andoita bike 🏍️

hahaha neniwo bro

Haya

Hmm papengwa pano😭🙌🏾

SOS😭
