Video wird geladen...
Video konnte nicht geladen werden
Resisting arrest will only make things worse.
195,281 Aufrufe โข vor 11 Tagen โขvia X (Twitter)
33 Kommentare

Rule number 1... Porisi hairohwe chero zviite sei. Hapana chi guy chekurova porisi

But he is not resisting arrest , he doesn't want to be handcuffed

Mdara ane worksuit wanted to be a police guy so bad achikura

This person was not resisting. Did those police officers identify themselves properly. One of them is now wearing a uniform for the accused to see. There was no proper identification. Was he informed of the reason for arrest. Apo pakatadzwa zvakawanda

But chine power wena

MVP Mdara ane green worksuit.

You will need about 10 years explaining to police kuti aiwa ndanga ndisingarambe kusungwa asi ndaisada kuiswa ma cuffs chete.

Vanozongodzikisa chain and you will cooperate ๐

Fuck the Police

He is not resisting arrest there. He clearly is saying let's go to the police station.

This is very good. Every citizen must assit kana munhu achibhaiza .Ndivo vanhu vanozokubiirai futi nekuRaper

I don't understand kuisa ma hand cuffs ndiyo standard procedure here or munhu anogona kuzvifambira kuenda ku Police station

@KingMhare1 Aaaah apa igondo harishari๐คฃ๐๐พ kuzonyiwa konapo konapo komagumeni

Unenge uchionererwa ne vanhu kana wakumberi uko unenge wawega

Izvezvi akwita sehuku yanayiwa

Chiguy ku ZRP ๐๐๐ achaudza vamwe

@staneve02 HM 2022 ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ

Ndokuty zvigure Hon.

Uchisvika kukamba nekuiswa pabridge๐คฃ havakuregi especially waita chiguy chakadai vanenge vachitoda kuti uputse stun kuti vakuregere ๐

Ko ava zvivindi zvakadayi vanozvihodha kupi Lynards iyoo shows the Cop is support unit n avo vanokubatsira kupenga kwese kukapera ๐ ๐ ๐

Tuvarume twese uto indonda

Kungonoisa gumbo muKamba anenge atocheneruka face iyo kare uyo

Pron dada yaunozopihwa kuporisi wadaiso kaa๐๐

Ko aitasei?

Ndati zvaunozoitwa wava kuseri kwe counter

Ko amboita sei asi

All that doesn't matter, what matters most is how one presents him /her self before the court of law

Mamis him

Apa zetarapi ndoitemba zvangu

What's the use of handcuffs?

Ko anyanya kudii nhai

My work mate akarova mupurisa nezuro akararamo hake tamutora makuseni ๐คฃ๐คฃ๐คฃ๐คฃ

Mdara ane green asi ndiye atadzirwa kani๐๐๐
รhnliche Videos
Sensitive content
The Bela Bill will make things worse...
Ernst Roets
132,127 Aufrufe โข vor 2 Jahren

