Загрузка видео...
Не удалось загрузить видео
Same guy 🤣🤯
58,857 просмотров • 2 дней назад •via X (Twitter)
Комментарии: 38

Begging haidi unedumbu😅😅

I feel attacked.

@freemanchari Because you're trying to survive #Gutu

@freemanchari lol

Where does he supply zvigwishu zvemagaga izvo, haasi angopfuurawo nemumunda nemunhu apedza kukohwa here 😀😀

2 different people, its Second Farai

He must join politics,he's wasting his time and gift

The duality of man😂

Begging is now a Hustle in Zimbabwe.

Aikaka Chivhayo akange ave mambo futi.

Tsotsi guru munoriziva mukariona🙉🙉🙉

Ndiye we kumbira mari yechema gore riya hanty?

Haikona kumira negumbo rimwe chete 😅😅😅

First Farai and Second Farai, two different people🤣🤣🤣

Hapana asingade zvemahara

Zimbabwe lacks men. Tiri kunyara shava

Maone Mhofu

uyu vaitopemhawo uyu. apa hona kukura.

He's a clown 😂😂😂😆😆

Kukava datya

Inga ati haamire negumbo 1 wani .kana mu bible munotonzi kumbira uchawana ,gogodza uchavhurirwa 😂

Kkkkk but aikumbira zvirauro kwete hove wani?

🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌🙌

🤣🤣🤣🤣

soo pamakange makupemha ndoo kushanda kwacho

Mambo wangu makadini😂😂😂😂😂😂😂😂

Remind this fool 🤣

😭😭😭😭😭😂😂😂😂😂😂

Tirikunyara baba

🤣🤣🤣🤣

Beggars Association of Zimbabwe ! He should be their president !

By Begging he was trying to avoid farming 😜😜

Clown....

🤣🤣🤣🤣 the internet never forgets vibes

This guy is just jokes..I love his lil vids though..

He tried begging it didn't work, now he is supplementing neMaGaka, he learnt his lessons, a kushanda Mari yake

Was he given what he asked for?

😂😂😂
